Hunhu

Hunhu, Unhu, Wunhu kana futi Vunhu (kana Uvunhu; uwunhu; uhunhu), pachivanhu; Munhu anokwanisa kunzi munhu, asi kana asina hunhu munhu iyeye akafanana nemhuka.

Hunhu ndihwo hwunopa kuti vanhu vawone hwudzamu hwokuzvibata kwevanhu.

Vamwe vakafunda vanotaura kuti hunhu hwakafanana ne Utu we Chiswahiri. Ini ndinoti kwete. Munhu anokwanisa kuita uvunhu asi asina hunhu. Asi munhu haakwanisi kuita hunhu asina uvunhu. Munhu anoratidza kuzvibata kukuru, uyu ndiye anonzi anehunhu. Munhu akadai anoremekedzwa navose. Anonzi munhu pavanhu. Uyu anoratidza kudengezeka patsika dzake nekushaya kuzvibata anonzi haana hunhu. Kureva kuti haana kusiyana nemhuka dzemusango. Hunhu hachisi chinhu chinobatika asi chinhu chinoonekwa muzviito zvemunhu.

Pakutsanangura hunhu: Tinobatanidza zvinhu zvitatu.

  1. Kuzvibata kwevanhu kureva kuti munhu anoratidza kuti iye pachake anoremekedzeka.
  2. Tsika dzemunhu, kureva kuti munhu anenge achiremekedza nekurarama hupenyu hwakaringana nezvakatarwa mutsika dzedu dzechivanhu.
  3. Munhu anofanira kuratidza kuti anoziva nemadzitateguru ake.

Mitauro ye Chibantu

  • MaZulu vanoti ubuntu kureva hunhu.
  • MaZulu vanoti isinyathelo (Attitude, mode of life, behaviour) vachireva hunhu?
  • VaZigula vanoti untru (kindness, personality, humanity, humaness) kureva hunhu.

Tarisai futi

Tags:

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MwengaMvanaChipariNeparuMudyambudziKukakataTsiruShoraNzunzaMhetaNyatsimba MutotaRooranai vematongoMakawoNaijeriyaNzvoveraMberekoNhauroNyimoKutanyaGungwa re AtlandikiGunyana 9Gumbo MadyirapazheVakarangaMbariroIjipitaChitsitsinhoMwedzi yeGoreMusvodzambudziZanu-PFRushingaKurume 20Chin'aiOstireriyaDzomaNguva dzezuvaMuchovhaBhizaMusande MarinoChimurenga ChechipiriMusiVajudhaVaarabhuNjeeNyashanuMaodzanyemba kwakadziva kuMabvazuvaMimhanziMbiziChipataraTurukiShava NyakudirwaDanai GuriraChileMbadaKubvumbi 21MufufuUvakiSaghalaMhakureMbutuMucheroHariKukadziMurandaNganoMhembereroMutekedzaN'angaKuumba2021Amerika Chamhembe🡆 More