Mitauro Ye Chiostironezhiya

Mitauro ye Chiostironezhiya (kana.

Mitauro ye Chiaustranesia) imhuri ye mutauro inotaurwa zvakanyanya muMaritime Chamhembemabvazuva eEzhiya, Madagaskara, zvitsuwa zveGungwa re Pasifiki ne Taiwani (nevanhu vekuTaiwani). Kunewo vatauri vakati wandei muziwumbe re Ezhiya. Zvinotaurwa nevanhu vanosvika 386 miriyoni (4.9% yehuwandu hwenyika). Izvi zvinoita kuti ive mhuri yechishanu pakukura kwemutauro nehuwandu hwevatauri. Mitauro mikuru ye Chiostironezhiya inosanganisira Chimalayi (chiIndonezhiya ne chiMaleyi), Chijavha, uye Tagalogu (Chifiripino). Maererano nokumwe kufungidzira, mhuri yacho ine mitauro 1,257, unova wechipiri pamizhinji yemhuri yose yomutauro.

Mitauro Ye Chiostironezhiya

Mabviro eruzivo

Tags:

AsiaGungwa re PasifikiIndonesiaMadagascarMhuri ye mutauroTaiwan

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

JerenyenjeKukumbana pabondeChikumi 25ChenaBonyoraChikunguru 17MudusoBrusselsUyisalamaMunyenye sezitaKim Seok-jinBondeMukakaTema (ruvara)Chikumi 29NhoroChifurenjiMatinjiChivabvu 21MucheroChingeziTsvukuMhandaraGunyana 30HoveIMberaChieraHohwaVugirikiChisenge sezitaMbongoroHwendedzoDzihwamupengoDhShava MufakoseSadzaMhuriNyamavhuvhu 11YuropuNdira 6KurombaChipariMudzimuXNyatiMhetaNyamavhuvhu 29Ndira 15MhizhaMuziroYUvakiHugari hwevanhuMhukaGumiguru 14OstireriyaKukadzi 15NguvaMushongaVarunguMbutuHuguguInguduzaNjanjiAfricaTurkmenistanChipembereMabayoNyamavhuvhu 4SpeiniKambaRuseroChibhunu🡆 More