Kuperekera Magetsi

Muchidzidzo fundoyetsimba shoko rokuti kuperekera magetsi (conduct in English) rinoreva kutakura magetsi kubva pane nzvimbo kuenda pane imwe.

Simbi dzinopereka magetsi kubva panzvimbo A kuenda pana B. Apa kupereka kutaura kuti magetsi ndiwo achafamba, iyo simbi pachayo inokwanisa kusafamba asi ichifambisa magetsi. Iri shoko rokuti kupereka richafanobata kusvika pawanikwa rimwe riri nani. Simbi inopereka magetsi inogwinha nokuda kwemagetsi ayakatakura. Copper ndiyo simbi inoshandiswa kunyanya pakuperekesa magetsi nokuti inotakura zvakanaka pane dzimwe simbi, isingarase simba remagetsi.

Kuperekera Magetsi
Waya dzinotakura magetsi kubva kugwenya kuenda kuvashandisi

Kupiwa kwezita

Apa zviri kuitwa nesimbi inotakura magetsi zvakafanana naTete vanonopereka muzukuru wavo Kundayi kwaBangamuseve uko akaroorwa asi ivo Tete pachavo vasiri kubva pavo pamusha pavanogara. Apa Tete vanonosvitsa Kundayi kumusha kwemurume wake asi yavo nzvimbo yavanogara haichinje. Iri shoko richashandiswawo kutaura kufamba kwemadziya kubva panopisa kuenda panotonhora; zvakare simbi dzinopereka madziya zvakanaka.

Mitauro yeAfrika

  • Mbukushu inoti -pereka (to load onto; to convey) kureva kupereka. Vanoti: -perama (to get into; to get on).

Tags:

FundoyetsimbaKupereka (magetsi)Kuperekesa magetsi

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

BhuritaniRimaVakristuNzou - SamanyangaTsiruFifuNaijeriyaHondo yePasirose yeChipiriMazimbeKukutaMtongoriGondoChihindiNzunzaRChaminukaChipokoZvita 25Shava (ruvara)Kim Nam-joonVakongoMutambo weTsoroVatalaoteNyimoMvuuChiheraTsanga (Dzinde)VamanyikaGuruuswaGunyana 27LisbonArgentinaKushambadzaShava MuseyamwaBhizimusiCali & El DandeeZvipfeko zveMusoroRinyangaPChikunguru 30N'angaZeng'eSolomon MutswairoMuronga Suez CanalOceaniaGumiguru 14SeyisheriChisimiraNguva dzezuvaChiberekoAdolf HitlerNjuzuShiriMoyo DhehwaNyamavhuvhu 6NzimbeKurume 29KudzingiswaShumba GwaraVandebele (vekuChamhembe)DandiraMareyaNMwero weKuchekaNgunduMawerePeji RekutangaChikweretiChiviNdira 10TajikistanNherera🡆 More