Babamunini

Babamunini kana babamudiki (father's younger brother) zvinoreva munin'ina wababa nyakubereka.

Mukutaura wekupfupisa vamwe vanoti bamunini kana bamudiki.

Humwe Hukama

  • Murume akaroora munin'ina wemukadzi wako anodanwa kunzi babamudiki zvakare.
  • Murume akaroora munin'ina waAmai vako anodanwa kunzi babamudiki zvakare.
  • Murume akaroora mwana wehanzvadzi yaAmai vako anodanwa kunzi babamudiki.
  • Murume akaroora mwana wehanzvadzi yemukadzi wako anodanwa kunzi babamudiki zvakare.

Mitauro yeBantu

  • MaZulu vanoti ubaba omncane (father's younger brother) kureva babamunini.
  • VaLenje vanoti wunini (smallness; fewness, thinness; lack) kureva hushoma; hutete; kana kushayiwa.
  • Kikuyu inoti baba munyinyi (n. uncle). Mamwe mazwi: nini kana nyinyi (small) kureva ndiki kana mudiki.
  • VaBemba vanoti nini (little) kureva: duku.
  • Zigula vanoti tate mdodo kureva babamunini. VaKikuyu vanoti baba munyinyi kana babawakeri (n. uncle) kureva babamunini.

Tags:

BabaBabamudikiBamudikiBamunini

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MhandoDanhautandeChikumi 28GungwaJapanVaRembaPasiroseNyaudzosingwi M-PMahumunyaMadunhurirwaHungweGuviMwedzi yeGoreTogoVandauNjuzuGurweChikunguru 27NgoziMhofuUnited Arab EmiratesRativhiyaYemeniChiedzaHurukuroMukondomberaChivabvu 11New CaledoniaTurukiChingeziSenegariGondoKarenda ye ChivanhuBadzaDonjeChivabvu 9Nyamavhuvhu 26TurkmenistanCNaijeriyaChanzo sezitaMhizhaGavaJorodhaniMwaka muZimbabweChivabvu 8Rushinga, ZimbabweChenaPeruNyamavhuvhu 25Zvita 10HonoUyisalamaMapfihwaChifurenjiGumiguruNyamavhuvhu 172018Mhopo (Bundu)GudoJeon Jung-kookKombiyutaChikunguruGunyana 30KenyaKunaya kweMvuraZvita 8KuswinyaKutema NyoraUdorongodzwa hwe micheroVChisenge sezitaMazima sezita🡆 More