Japani

Japan (Chijapani: 日本, Nippon kana Nihon, uye sepachihofisi 日本国, Nihonkoku) chitsuwa chenyika chinowanikwa kuMabvazuva eEzhiya.

Japan日本国
Japani Japani
Rwiyo: Kimigayo, "君が代"
Japani

Yakagadzikwa kumaodzanyembaemadokero eGungwa re Pasifiki uye kumadokero rinoganhurwa ne Bhahari re Japani, rinotandanudzwa kubva kuBhahari re Okhotsuki kusvika kumaodzanyemba e Bhahari reMabvazuva eChayina, Bhahari re Vufiripini, uye Taiwani kuchamhembe. Japani chikamu cheChindori we Moto uye rinegurutsuwa rwe zvitsuwa zvi-14,125, zvitsuwa zvikuru zvayo i Hokaidho, Honshu (kureva "tsuwahuru"), Shikoku, Kyushu, ne Okinawa.

Gutaguru rayo iTokyo, richitevera ne Yokohama, Osaka, Nagoya, Saporo, Fukuoka, Kobhe, ne Kyoto. Japani ine miganhu neChayina, Koriya Maodzanyemba, Koriya Chamhembe, Rhashiya ne Taiwani.

Japani inotongwa nehwami wayo, parizvino hwami wayo ndiVaNaruhito.

Tags:

ChijapaniChitsuwa che OkinawaGungwa re PasifikiHonshuKyushu

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

DindingweMasvomhuKurega basaMapapuShava MutenhesenwaChibageKukumbana pabondeGoreRwiziMehikoChirevoMwakaNghameraMharaMhuka dzinozeyaSvutugadzikeKundengenyeka kwenyikaShava MuseyamwaZZhizhaMbayoGondoKChirhashiyaMupangaraGudoShava NyakudirwaRhashiyaKufemaIjipitaMusatanyokoNhoroMhungaNyikaMutemoMutowaSamushaXUtemabanze we Rudhende rwe VukongoPeji RekutangaAfurikaCubaUnited States of AmericaMagureShondoChiputukeziChikunguru 18HariVanguniGorosiRinopasiGwetaChigirikiPutugaroGutsaruzhinjiImbwaFirimuMhembweMombeVasalamaNzvoveraEriteriyaBherarusiJames ChimombeRuambanganoTongai MoyoMunhurumeDhorofiyaBonyoraSvikiroMudzinganyamaGGonjeMurangari🡆 More