Zvidhinha

Zvidhinha (bricks) zvinoreva ivhu rakakanyiwa nemvura rikawumbwa muforoma richizopiswa pahovhoni nemoto kuti risimbe.

Zvidhinha zvinoshandiswa kuvaka imba, nekushongedza pamba mubindu.

Zvidhinha
Zvidhinha
Zvidhinha (Madagascar)

Bhaibheri rinotaridza kuti makarekare kuEgypt vakanga vave kukanya zvidhinha vachikavisa nazvo. Rinotaura mubhuku raExodus 5:7 richiti, "Musarambe muchipa vanhu huswa hwokuita zvidhinha nahwo sezvamakaita kusvikira zvino; ngavaende vanozviwunganidzira huswa vomene.

Mitauro yeBantu

  • MaZulu vanoti isitini kana izitina (Afrikaans: steen - meaning brick) kureva chidhinha.
  • VaMambwe vanoti sitina (Brick) kureva chidhinha.
  • VaYao vanoti chikombole (brick mould). [Va[Yao]] vanoti kugumba (v. to mould).
  • VaLozi vanoti -kombola (v.t. to form bricks in a mouid) vachireva kukanya zvidhinha. Mamwe Mazwi: sikombole (n. brick-mould).

Tags:

BinduImba

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Hwabvu huteteChijerumaniChinhoyiMufananidzoChikwanyamaBindura (guta)Karenda ya GregoriMauritaniaNhoroondoMheniYerelendiBeijingTatuChikotanhangaVahungweTikarDovaMipanda yemazitaMaFweCharakaMasaya sezitaGenesisiFanzaDhagaHànzìAstanaMuprofita IsayaChipfuvaNharaundaSuwoIsayaUpangamutowoDerembweRuchivaRurimiHurefuKambaHuroroChidukuMambaraAmerika MaodzanyembaMwenda sezitaHwishuBantuJudiAsheChihindiTonderaiChiradzaMisodziGumbapamweMakosi MusambasiBherujyamuMaariGonyonhanhatuHoveMatumbwaKicheniKubvumbi 20PepanhauPhilippinesUnited States of AmericaFundoyetsimbaChidavadoMhandoGuviDzeyaSpeiniVatalaoteMorudhovhaHupfu🡆 More