Manyau

Muzvidzidzo fundoyetsimba, chemishonga, mugodhi, manyau (molten material) rinotaurwa kana magodo adziyiswa kusvika pahujoto hwekushanduka kuva mutuvi.

Manyau

Somuenzaniso mabwe ane simbi inonzi copper anodziyiswa kusvika pahujoto 1300oC apo anenge anyauka akatsvuka kuti piriviri nekupisa. Izvozvi zvakanyauka nokutsvuka kuburikidza nemoto ndizvo zvinonzi manyau kana kuti simbi yakanyakatika. Manyau anotaurwa pane chinhu chinoonekwa chiri godo pahujoto hwatinorarama asi chichizonyauka kana chapiswa nemoto wakawanda. Magodo emvura anonyauka pahujoto 0o tichikwanisa kuabata isu vanhu. Mvura haiverengwe pamanyau, zvakare mvura inenge isina kutsvuka nekupisa.

Mitauro yeBantu

  • MaZulu vanoti ulutsheke (n. Molten matter; liquid).
  • MaZulu vanoti ulutshekeza (1. Molten matter; liquid. 2. Liquid food; gruel).
  • MaZulu vanoti tshekeza (Move from side to side (of liquid), swill about; sway).

Tags:

ChemishongaFundoyetsimbaGodoHujotoMugodhiMutuvi

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

HushaviMunyaHumweShumba NyamuzihwaHuruvaMhumhiMboroMisambo paBondeGorosiHusikuMwedzi yeGoreShondoWayaRukangarahweBaraChikunguru 28MoscowNigerTikarHurefuGungwa reAtlanticNhangaMabvazuvaChin'onoUtachiona hwemunzira inobuda nemwanaDeputeMavindidzeDengezeze reChadengaGongoBhurugariyaDotaGuta reHo Chi MinhDanhautandeHuronyoImbaMhetaBoronHurwereAGakaPaul MatavireMirairo gumi yaMwariWikipidhiyaDhagaUngamabariJudiDerembweItariPolandiMariColombiaShillukGwirikwitiChijapaniKazakhstanNiyakariHute (ruvara)MunweRaosiMukonikoniKerekeSamaita MutasaEstoniaPawaMimhanziKicheniNhanzviRinyangaBonyora🡆 More