mhanzi

Mhanzi inodarika kuridza zviridzwa nekuyimba inosanganisa wo, kunyora nziyo (rwiyo paumwechete).

mhanzi
Ndaba dze Ungamo: Zviitiko · Tsika · Taranyika · Hutano · Nhoroondo · Masvomhu · Dondo · Vanhu · Ugondamano · Chinamato · Nzanga · Ruambarueza · Ungamo wechibhubhubhu
mhanzi
Ungamo we Mhanzi
mhanzi
Mhanzi (kureva Music) kana mimhanzi imhando ye useza inoshandisa ruzha runorongwa munguva. Mhanzo imhano yevaraidzo futi inosanganisa ruzha rwuno farirwa nevanhu kutereera kana kuteerera vachidzana. Mhanzi dzakawanda dzinowanzo sanganisa vanhu vanoyimba nemazwi avo kana vanoridza zviridzwa, senge mbira, marimba, piyano, gitare, ngoma, vhayorini, kibhodhi, uye ngoma dzechirungu. Munhu anosika mhanzi anonzi mumhanzi; musezi wemhanzi.

Nziyo ndiro shoko rinoshandiswa kureva mhando yezvizvarwa zvinobuditswa pakusikwa kwemhanzi uye ndiyo nzira yemhanzi inofarirwa zvikuru nevanhu. Munhu anonyora mhanzi unotsi munyori wenziyo uye, zvinyorwa zvake zvinonzi rutsaranziyo (kureva lyrics) paruzhinji, asi rutsararwiyo (pamwe).

Paunjee mhanzi inotsanangurwa seuseza unoronganiswa musindo kusika usanganiso we chiumbiko, hhamoni, chimbo (kureva melodhi), rhidhimu kana vonikwo (kontenti) yokurakidza zviri mumoyo. (werengai zvakadzama...)

mhanzi
mhanzi
mhanzi
Mifananidzo Injee
Mifananidzo inotevera irikubva kumazanhi akasiyana anotaura nezve mhanzi pa Wikipidhiya.
mhanzi
Alleluia nativitas na Perotin we Codex Guelf.1099 (kubva muNhoroondo ye Mhanzi)
mhanzi
mhanzi
mhanzi
Mimwe Mwishumo ye Wikipidhiya
Bwaro re Wikimidhiya iduramazwi rakazvimirira pazasi peBwaro re Wikimidhiya, zvzvinoreva kuti inomaneja mamwe mwishumo (mapurojekti) akadorongodzwa zasiyo. Parizvino, mwishumo inowanikwa muChishona iWikipidhiya basi, tirikuzama kudzosa Wikiduramazwi rakavharwa muna 2007. Nwadhi riripo asi harisati ravenezvinyorwa mukati. Mamwe ariko anowanikwa mumimwe mitauro, senge Chingezi nezvimwe wo.
mhanzi
Zvinjee (Zvikomoni)
Unganidzo re mifananidzo ne maodhiyo eunjee.
mhanzi
Meta-wiki
Kurongwa kwe zviitwa zvose zve wikimidhiya.
mhanzi
Wikiduramazwi
Duramazwi.
mhanzi
Wikinwadhi
Manwadhi ne zvinyorwa zvekudzidza zvemahara.
mhanzi
Wikidzupuramanzwi
Unganidzo re madzupuramanzwi
mhanzi
Wikivambo (Wikisosi)
Kuvamagwaro re mahara.
mhanzi
Wikirudzi
Duramazwi re marudzi (maspishi).
mhanzi
Wikichikoro
Zvidzidzo ne zvokuita zvemahara.
mhanzi
Wikinhau
Nhau dze mahara.
mhanzi
Vhumbunurai Wikipidhiya ne Mwingamo
Udorongodzwa hwe Mwingamo yose
mhanzi
Ungamo we Useza
Ungamo we Ruambamhenyu
Ungamo we zviitiko zvemurizvino
mhanzi
Ungamo we Taramhenyu
mhanzi
Ungamo we Taranyika
mhanzi
Ungamo we Nhoroondo
mhanzi
Ungamo we Masvomhu
mhanzi
Ungamo we Sainzi
mhanzi
Ungamo we Chinamato
mhanzi
Ungamo we Nzanga
mhanzi
Ungamo we Ruambarueza
Ungamo we Tsika
Ungamo we Upanganyeredzi
mhanzi
Ungamo we Mutauro
mhanzi
Ungamo we Uvaki
Ungamo we Zvibhubhubhu
Mwingamo ye WikiWushumo

 

mhanzi

Tags:

Rwiyo

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MaseseOliver MtukudziMandaMhiniMutauroJenaDandira (zvakarongeka)JudahRukwezaMidlands ProvinceHwayiChamhembeChivanhuZvita 10Leopold TakawiraMambweKubvumbi 24Mwero wekugayaKuroheshaMakumi mashanu neshanuHoveRunakoIgwaNepalMuenzanisiGumbo MadyirapazheChisimbaChichewaKuvhuraRobert MugabeDeputeKunyon'onyaNyamafinguVakalangaKunyinuraChihindiBridgetownNdira 25NyambareNzunguChinamanoJoshua NkomoMakomo eMvurwiMumvuriHungweChimeraColouredsPepanhauAtomic number 1BereYunivhesiti yeOsloMayeraChikonzi sezitaMoldovaChitsitsiKukuputsaChivakamberiNyokaBhuku raMormoniShillukMhuruVambireAlgeriaRussian FederationHumhutuWashington, DCKufutaNamibhiyaSloveniaFirijiKudakanuraVanaDesvenenga🡆 More