N'wadhi Re Tsumo

N'wadhi ra Tsumo kana Shumo (Chihebheru: מִשְלֵי, Mīšlē, Tsumo (dza Soromoni)) in'wadhi rechitatu muchikamu chitatu cheKetuvim muBhaibheri rechiHebheru uye in'wadhi muTestamende Yekare ye Chikristu.

<<<< Mapisarema >>>> Muparidzi

Parinoshandurwa muChigiriki kana Chiratini, rine dumidzo rakasiyana: muChigiriki Chiseputwaginthi (LXX) rinova Παροιμίαι (Paroimiai, "Tsumo"); muChiratini Chivharuga dumidzo raro raive Proverbia, kubva pamwe chete nepanobva shoko reChingezi.

Ringai zve:

Tags:

ChigirikiChihebheruChiratiniSoromoniTestamende YekareUkristu

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Ignatius MabasaNorwayMukomanaSwedenVilniusBaraAdolf HitlerDemocratic Republic of the CongoChiaramuMaltaTsonoJapaniFundoyetsimbaJerumaniKanadhaUngamabariNzaraMukotiDzinzaBwatoMhataNhokoMheteMutiMhou (yemombe)Shumba NyamuzihwaAstanaGenesisiNhumbuArubhaniyaNigerNdira 12HànzìChimbayiraGunyereNhanzviShillukSofiaMvuuHuruvaHaitiRwiziTaiwanRunakoKutangaZeng'eUchivanhuGuta reHo Chi MinhChayinaBrazilGoreGuviBhaziRupandeNe- Pakuvamba MazitaBuweMotoDzemuzongozaMongoMudidaChivaHangaPawaHuchenjeriAmsterdamNzimbeTinasheGunguwoAndroid phonesMbitiChoyaNyamafingu🡆 More