Dunhu reMadondazuva muAfrica inzvimbo yakatambanuka kudarika masango-mubvumbi anonyanyozivikanwa kunyika dzekumavirira.
Kazhinji vanhu vane murangariro wematunhu emadondazuva unoti: aya matunhu ane kunze kunodziya zvichisvika pakunopisa kune hunyoro mumhepo, izvi zvichikonzerwa nepane matunhu aya tichicherechedza mbariro dzetarachisi uye kuva mubande rekunaya kwemadondazuva (tropical rain belt). Asi chimwe chinoonekwa ndechekuti tarachisi yematunhu aya, zvikurusei mandundu emakomo uye hukama huripo pakati mhepo huru dzematunhu zvinoshandura mamiro ekunze kubva pamatunhu ane gwenga kunosvika manzimbo dzine hunyoro mumhepo kuWest Africa.
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Dunhu reMadondazuva muAfrica, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.