Anthakitika: Ziwumbe

Anthakitika (kureva Antarctica) sekutodza bumbiro remabhii eChindau, iziwumbe ririkuchamembe kwemamwemaziwumbe pachimiro chayo Gonga rekuChamhembe.

Anthakitika yakade kuenzana nezvinopetwa kaviri pakura neziwumbe reOstireriya.

Anthakitika: Ziwumbe
Antarctica

Anthakitika inzvimbo inotonhoresa uye yakaomesa inemhepo yakawanda pamaziwumbe ose. Pamusoro pezvo, inovonekwa segwenga nokuti inonayiwa nemvura ishoma, ingasvika mchurumita wemazanamaviri (200mm) chete gore roga roga.


Ziwumbe

Template:Anthakitika

Tags:

ChindauGonga reChamhembeOstireriyaZiwumbe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

NharaundaUta neMuseve2013BonyoraMaZuluManikidzoTurukiNguva dzezuvaZimbabweMhizhaNyamavhuvhu 14ShondoMusamiMawuto Anorinda NyikaMuriwoChipataraZhizhaBhuritaniSekuruVazezuruKanadhaChiputukeziTsvimboVahungweVamanyikaChiedzaMauritiusShwashwaKurume 21Masedhoniya MaodzanyembaLisbonGhini YomutsazanisiKatsuki BakugoKiwaniShumba - MurambwiSolomon MutswairoTarachisiKarendaKuwokeraDigoRaosiPolandiNdira 18Chirema (chindeya)Gore remucharikwaShumba -MhaziChikwatamabweChivabvu 30MbezoGongoHanaNyaudzosingwiYemeniTsuroNeparuShaviKunyengaHwaroMunyoriHandira (nyeredzi)HunakuUyisalamaMadokeroUnited States of AmericaNhereraGungwa re IndiaMapapuNdira 12Kukadzi 9ChifurenjiChijapaniSuso🡆 More