Dr A B Xuma vaive vari pane vekutanga pane vaimirira dare revanonzi varume ve African American Foundation.Nyaya yekutanga kwe Alpha Phi Alpha, muhupenyu hwevanofundira muzvikoro zvikuru.
Sezvo va Xuma vaimirira rutivi ruboshwe rwe ANC, Xuma aiwonekwa se mutingamiriri aive akanyanyisa kutwasanuka mumafungiro ake nevazhinji vechidiki vakangavotanga kuramba tora nguva yakareba kuti rusununguko rwenyika ruuye, pachavo va Xuma vakanga voregera kuvimba navo vechidiki vacho pamusana pekuti vechidiki vaida kuti vakurumidze kusvika pausununguko whenyika. (Tsamba dzavainyorera vanhu vese vavaisevenza navo dzaizivikanwa kungedzakazara mazvwi airatidza kuvenga ma communists.) Saizvozvo, vaive nembiri munyika dzese yaiita kuti vawonekere semunhu asisichanzwisise zvinodiwa nezvinokodzera ruzhinji rwenyika.
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Alfred Bitini Xuma, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.