Mufundisi

Mufundisi (Pastor in English) munhu anoita basa rokudzidzisa Shoko raMwari muChitendero chechiKristu zvikurusei muKereke dzisiri Roman Catholic.

Vafundisi vazhinji vanhurume asi mamwe maKereke ave kutendera Vafundisi vechikadzi. Kushimanda

Mabasa anoitwa naMufundisi anosanganisira:

  • Kudzidzisa shoko raMwari.
  • Kunamatira vanhu muKereke.
  • Kuwombeka kana kuti kubhabhatidza vanenge vatendeuka.
  • Kuchatisa vanenge vachiroorana.
  • Kuviga vatendi vanenge vafa.

Vafundisi veKereke zhinji vanotenderwa kuroora asi VeRoman Catholic havatenderwe kutora madzimai. Mafundisi veRoman catholic vanodanwa kunzi Fata kana kuti "Father" kuEnglish.

Mitauro yeBantu

  • VaTiriki vanoti ivanjeri (n. gospel; word of God) kureva vhangeri.

Tags:

KerekeKushimanda

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

DerereHute (ruvara)VamanyikaNyatsimba MutotaMbambairaChidawoMutiAmericaShava NyakudirwaHwaroDzinzaJerumaniChikumi 23Zvinoyera2022ChiaramuJongweMbabaneMhikoVatalaoteChipokoVaRembaMuvaraWushumoRusamboNdira 28Nyamavhuvhu 2MhataManhendaNyaudzosingwi M-PChirimoGomarara (Chirwere)UshinthoAngolaChijapaniOstiriyaOstireriyaChiShonaNzimbeMuchechetereBabamuniniImbaMunyuVatongaBizuPfumoChakataNyatiRovambiraNyimoHumbaManejaNational mottoChiarabhuVambireNhovaChijerumaniFuranziMhou yemombeVachewaUtaoVafulaniGungwa re AtlandikiCali & El DandeeHurukuroDarejenaTezvaraGumiguru 12Kutanda botsoVahausaMutupoChiberekoChirenje🡆 More