Masvingo Ezimbabwe

Masvingo eZimbabwe idongo reguta guru repasichigare renyika yeZimbabwe riripadhuze nedziva reMutirikwe iro raigara vanhu kubva mugore ra 1100 kusvika mugore ra 1450 kubva kuzvagwa kwaJesu Kirisitu avo aive mazuva ekupedzisira kwenguva yokutanga kwekushandiswa kwesimbi muZimbabwe (late Iron Age).

Masvingo Ezimbabwe

Dzimba dzemabwe kana kuti masvingo ndipo panobva zita renyika yeZimbabwe. Mazimbabwe ayo akavakwa nevaShona anowanikwa kuMasvingo, asiwo nyangwe mune dzimwe nzvimbo dzakaita seMutoko. Asi masvingo ari kuMasvingo ndiwo makuru pane ese anowanikwa mune dzimwe nzvimbo.

Mukati neMasvingo aya mune mabwe akadurukidzana kuita rushongwe rusinha charwakatsigira.


Mitauro yeBantu

  • Lenje inoti shinko (stopper, bung, barrier).
  • Kikuyu inoti rothingo rua nyumba (n. wall of a house) kureva rusvongo rwemba.

Tags:

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MuzarabaniKukadzi 23Moyo Dhehwa2015ManhangaChiturukiChivhiyetinamuUnited Arab EmiratesJeon Jung-kookBhananaFanzaZvipfekoCheneswaiGumiguru 24GoreChiTongaMasvomhuPeji RekutangaMufenjeNzwaraTsangamidziTaabwaMhukaPfumoBratislavaRuzivoChifumuro, mushongaKubikaSoromoniTongaChifurenjiNdira 8MunhunguruDarejenaZimbabweChiheraKupingudzaNguvaGunganidzoGuyo neHuyoMutupo ye ShavaKukadzi 14ChikoriyaShatoMukwereraKurume 29MasohaBhuritaniNdariraAfurikaAmbuyaMehikoKubvisa nhumbuGunyana 22Nyatsimba MutotaMicrosoft WindowsVasalamaKunzwaTsokoChin'aiChiazeriMharaShava NyakudirwaRhashiyaIshwaShiriMuzhanjeMurondaVladimir PutinUtaoMiddle EastTrue Jesus ChurchMunhimbitiHukamaSpeini🡆 More