Margaret we Anjou (Fur: Marguerite ; 23 Kurume 1430 - 25 Nyamavhuvhu 1482) aive Mambokadzi weVungezi uye nezita rekuti Mambokadzi, Haranga ye Furanzi nekuda kwekuroora Mambo Henry VI kubva 1445 kusvika 1461 uye zvakare kubva 1470 kusvika 1471.
Akazvarwa muDuchy ye Lorraine muImba ya Valois-Anjou, Margaret aive wechipiri mwanasikana mukuru waRené, Mambo we Naplesi , uye Isabella, Dhachesi we Lorraine .
|
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Margaret we Anjou, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.