Manhikatika

Manhikatika (Uneven distribution, varying) zvinoreva zvinhu kana vanhu zvine chimiro kana mafambiro asina kuti chechetere, asina kutwasuka.

Tsika

  • Handidi kuti muite manhikatika mukufora. Izvi zvichireva kuti vanhu vari kufora vasiri pamutsetse wakatwasuka kan kuti vamwe vachisarira shure .
  • Rukweza urwu akarwudyara manhikatika. Izvi zvichireva kuti pamwe rwakawanda pamwe rwakashomeka.

Tags:

Twasuka

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

EstoniaNzombeChaminukaPeji RekutangaMazita eChishonaVasalamaNdira 23PfumoTsokoGomoMhuriKaroiRhoziAnimeChapunguJeon Jung-kookShumba -MhaziGwanzaVugandaMinskAndroid phonesSterekiHanzuMatinjiGoreVazuluChirenjeNhetembo dzemadzinzaBaba VeduTEriteriyaMukana (nhengo)ChiSpanishChirevo2015Homwe (munhu)Shumba GwaraNgodaHurukuroShava MuseyamwaSpeiniMafashamoRufuChipariHoveNhunziGungwa re IndiaKuperekaRuambachisiMuteroRaosiHwembwa (bonde)MombeBhutaniMuscatKuvhimaChikumi 1ChitatuMbutuMurooraMwero wehunhuGavakavaTehranMwakaChirhashiyaBherarusiChayinaSkopjeSinyoroMudzimuANyamavhuvhu 13MalaysiaNhovaMadzudzoMheta🡆 More