Bhomba

Bhomba (bomb in English) chombo chinoputika chichikanda simbi nemweya wakawanda unopisa.

Simbi dzinokandwa dzinokwanisa kubaya munhu zvokufa. Mweya unopisa unobva pabhomba unoputitsa dzimba nokuda kwokupisa uye kuwanda kwawo. Mweya uyu unouraya zvakare kana uchinge wafemewa.

Bhomba

Munguva yehondo mabhomba anokwaniswa kudonhedzwa kubva mundege.

Mitauro yeBantu

  • Herero vanoti pamuka, pamburuka, nyaika, pauka (v. burst) kureva kuputika.

Tags:

Chombo

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Madzishe emuZimbabweMwenda sezitaUrunganoKunyon'onyaColouredsMasimoChivanhuAndoraChokwadiHuroroChivakamberiVarunguSlovakiaEuropeNew CaledoniaKuketa (Kuona)Porto-NovoKiKaguluChikadzimhakaHwabvu huteteAfughanistaniMharaHupfuAlfred BeitNyanzaMhukaBridgetownMvuuMukoyiChikwapuroZera (chizvarwa)HukuKufutaNyenyedziShava NyakudirwaChirunguMusudurutsoNhekweDindingweHuchiChichewaMazita Anodudza HumhizhaBonde (kusvira)ItsvoUtareMazinoMang'anjaMukowozanwaChivaraIgnatius MabasaTinasheHangaChimurenga ChokutangaOuidahBokaKutsvitsaMazhevePiriZvita 10KupembedzaLoziGomo reNyanganiChihindiRunakoAfrica Unity SquareChisimbaHanzuKuvigaJudah (vana vaIsrael)🡆 More