Mhuka

Mhedzisiro yekutsvaga

Pane zanhi rinonzi "Mhuka" pa Wikipidhiya. Ona zvimwe zvimhedzisiro zvekutsvaga zvawanikwa.

Ringa (zvemushure 20 | ) (20 | 50 | 100 | 250 | 500)
  • Mfananoudoko we Mhuka
    Mhuka (Animal) zvinoreva chisikwa chinofema, chinokwanisa kufamba kubva panzvimbo. Ngwarati Imbwa Mbeva Njiva Hove Bhiza Nyoka Dhongi Zvipfuyo kana zvipfuwo...
  • Mfananoudoko we Bere, Mhuka
    magondo - asi mazita aya anokwanisa kureva marudzi akatsaukana emapere. Iyi mhuka inowanikwa muziwumbe zveAfrica neAsia. Bere imhuka inozivikanwa nokufamba...
  • Kubaya Mhuka (to slaughter). Panoitwa muchato panobayiwa huku dzakawanda kana mombe yokuti vanhu vadye vachipemebera. Parufu vanobaya mombe kuti vanouuya...
  • Mfananoudoko we Chikara Chesango
    Chikara Chesango (nangakatsva kubva kuChikara (mhuka))
    Chikara (ku Chingezi: carnivore; beast of prey) ishoko rinoreva mhuka inodya dzimwe mhuka. Chirombo (Wild beast, beast of prey). Chirombo (Big and powerful...
  • vakaunganidza zvirimwa zvekudya kubva kumaminda, mhuka diki dzinodya miriwo dzakadai samhembwe. Mhuka idzi dzinorwisa mbesa dzakadai nzungu nenzungu. Ndipo...
  • Mfananoudoko we Udorongodzwa hwe ruzha rwe mhuka
    Peji rino ndere udorongodzwa he ruzha rwe mhuka....
  • Udorongodzwa hwe tupukanana twunjee twemumba Udorongodzwa hwe ruzha rwe mhuka Udorongodzwa hwe mhuka nemiperengo yedzeriropi riropi kureva nyuroni, parizvino shoko...
  • Mhuka dzinozeya dzinoti kana dzadya dzamedza dzinozoita nguva yadzinodzosa chikafu chiya mukanwa dzochitsnga zvakare; uku ndiko kunonzi kuzeya. Tsitsa...
  • Mfananoudoko we Dzemuzongoza
    Muchidzidzo chezvipenyu, mhuka dzemuzongoza (vertebrates in English) zvinoreva mhuka dzine musana une mapfupa anosimbisa musana iwoyo. Mhuka dziri pamupanda uyu...
  • Mfananoudoko we Mbada
    Mbada (mupanguro Mhuka)
    dzemusango. Mhuka iyi ine mavara machena, mamwe akati svibei zvishoma, neyenhema nhema. Mbada inowanikwa muziwumbe reAfrica neAsia. Mhuka iyi inonzi inogona...
  • Mfananoudoko we Dzinokambaira
    Dzinokambaira (mupanguro Mhuka)
    Mhuka dzinokambaira (reptiles) kana dzinozoya iboka remhuka dziri pamupanda wemhuka dzemuzongoza; mhuka idzi dzine mapapu; dzine makwati uye dzinobereka...
  • Mfananoudoko we Chikumi
    zvekudya kutamba imba ('mahumbwe'). Vafudzi-vakomana vanotorawo zororo sezvo mhuka dzinosiiwa dzichidzungaira muminda. Mombe dzinogona kudya zviyo zvakasara...
  • Mfananoudoko we Dindingwe
    Dindingwe (mupanguro Mhuka)
    mutwi kuenda mudenga. Dindingwe rinodheera mapazi ari zasi kwemiti. Hakuna mhuka inomhanya nespidhi unodarika dindingwe; inokwanisa kusvika 110-120km/hr...
  • izwi rinoshandiswa kutaura kuti mhuka ihadzi. Kana ari munhu anonzi: mukadzi; munhukadzi; muzvare kana kuti musikana. Mhuka rume inonzi hono kana kuti mukono...
  • Hono (male of an animal) kana kuti mukono mazwi anoshandiswa kutaura kuti mhuka inenge iri rume. Kana ari munhu anonzi: murume; munhurume; kana kuti mukomana...
  • Mfananoudoko we Dzinoyamwisa
    ndechekuti dzine tsatsadzi dzinobuditsa mukaka kubva mumazamu kana mhuka nzvari yazvara mwana. Mhuka zhinji dziri pamupanda wedzinoyamwisa dzinowanikwa dziine...
  • ndimwedzi wegumi nerimwe, unoteera Gumiguru. Zita remwedzi uyu unoteera mhuka inezita rimwe. Kazhinji unozivikanwa seMwedzi weMbudzi. Ndiwo mwedzi apo...
  • dzenzou dzakakomberedza makomba emvura dzakakwirira kusvika kukuvadza dzimwe mhuka. https://zimboriginal.com/shona-names-of-months/#March "Archive copy". Archived...
  • Mfananoudoko we Mhofu
    Mhofu (mupanguro Mhuka)
    nekuChamhembe kweAfrica. Mumhuri yenhoro dzinowanikwa muAfrica, mhofu ndiyo mhuka huru. Matongo emhofu ndidzo nyika dzinoti: Botswana, Burundi, Congo, Ethiopia...
  • Kuvhima (hunting) zvinotaura mabasa ane chinangwa chekubata mhuka dzesango dzingave dzinodyiwa nyama kana naidzo dzisingadziwe nyama. Charadza kana charara...
Ringa (zvemushure 20 | ) (20 | 50 | 100 | 250 | 500)

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

SwedenKutanyaMundaShamwariMunyaGorosiGunguwoMudidaZitaChikumi 25Ignatius MabasaChikoreRuzivoTsundaKyivYaoSpainNamibhiyaNhoroondoShumba - MurambwiChijapaniChayinaMisambo paBondeBhuruJapaniKambaChihausaShenjeMagwereChikweretiNzouMasaya sezitaNorwayUkraineZvita 19New CaledoniaVusvwisiKundengenyeka kwenyikaMhetaKicheniMunweAmerika MaodzanyembaGwirikwitiChikepeHariPeji rekutangaHuguguYunivhesiti yeZimbabweUsomaKangopisaBhoziniya ne HerizegovhinaHunyong'oKadomaMukokoKurwadziwaBherarusiKutanda botsoNigeriaChikwanyamaJorodhaniMakashuNhunguSierra LeoneIsaac NewtonChidavadoNharaundaChirimoKunyengaMakumi matanhatuVambire🡆 More