Stanford Derere

Akazvarwa mumusha wekwaChapeyama, Derere akakura achitamba nedhaka, akazoenda kuchikoro chehunyanzvi kunodzidzira kudhirowa.

Kubva 1985 kusvika 1986 vaive nhengo yeBAT Workshop yeNational Gallery of Zimbabwe . Ikoko akadzidza kudhirowa nokudhinda; akahwina mubairo kubva kugalari muna 1988. Akazochinjira kuita zvivezwa, uye aratidza basa rake pasi rose; zvivezwa zvake zviri mumuunganidzwa weChapungu Sculpture Park .

Tags:

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

RhoziMutupo ye ShavaMharaMupfutaPoyindiDublinShumba GwaraNzeveHamaVasalamaTanzaniaHukuNdemaraTarachisiNhekweKuperekaTsivatsaonaMukondombera weAIDSMufufu2020GonhiGlendaleDzvinyuDziva Sambiri GandaGavakavaKuyemaTunisMatinjiEriteriyaShaveshaveXNdaraShava MuseyamwaNhetembo dzemadzinzaUdorongodzwa hwe mazita emhukaTiranaHoziTezvaraMhuriNdira 21VarunguGondobweKubuda MututuGamanyaNyamavhuvhu 13GonyoUpangamutowoAnimeVugandaKaroiZvipfekoChindauSaipurasiUzbekistanChiheraSarapavanaChichayinaMhetaKutundaRufuMbutuMuviriZiwumbeChijerumaniTsapiGunguwoMhembweMoscowChirunguriraMatoroMehikoMwaka muZimbabweGumbo MadyirapazheChipiri🡆 More