Nafusi (Chiarabhu: نَفْس , Nfas; kana Chiswahiri: Nafsi) ishoko reChiarabhu rinowanikwa muKurani, rinoreva pachiidi kuti mbune, uye rinotranziletwa kureva Rwumene (psyche), ndingo (ego) kana ruhana (soul).
Neno iri rine hukama ne shoko reChihebheru rokuti nefesh, נֶפֶשׁ. MuKurani shoko rokuti nafs rinoshandiswa, pacharo (vhesi 2:48) uye pahuwandu (vhesi 4:1), zvichireva kuti kunyangwe vanhu vakabatana mukuva nehunhu hwakanaka hwe nafs, asi pachavo vanhu vane bvuvano yekuita chido chakasungunuka (free will) yavakapuhwa na Mwari.
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Nafusi, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.