Rupambano Rwechiedza

Muchidzidzo fundoyetsimba, Rupambano rweChiedza (diffraction of light in English) rinoreva zviitiko zvakawanda zvinoitika kana masaisai asangana nechiro chinopingaidza kufamba kwawo.

Kupambazuka kweChiedza kunoonekwa kuchinge kukombamiswa kwechiedza pachinosvika pane chipingidzo chidiki kana gwanza rine hwasha hunoda kuenzana nehurefu hwemasaisai. Zvimwechetezvo zvinoonekwa kana chiedza chichidarika munzvimbo inoti mutendeki werupambano unoshanduka.

Rupambano Rwechiedza
Mufananidzo unotaridza Kupambazuka kweChiedza kuchionekwa pagwanza reskweya

Rupambano rweChiedza, Kupambazuka kweChiedza kana kuti Bambano reChiedza zvinotaura kupatsanura kana kutsemura zvinhu zvambenge zviri kufamba zvose zvisingaoneki musiyano pakati pazvo.

Kurerutsa Mutauro

  • Kupambazura kana kupambazuka (to divide from one another - especially into several parts).

Mitauro yeBantu

  • Chewa vanoti kupambana (to go different directions, part, branch, divide) kureva kupambana.
  • Lenje inoti pambana (v. part, branch, divide) kureva kupambana. VaLenje vanoti mapambanwe (place where road branches).
  • Herero vanoti pamburuka (break of something close together e.g seam or mended crack).
  • VaKongo vanoti mpambu (bifurcation - of roads division or something into 2 branches or parts) kureva mhambu.
  • MaZulu vanoti imphambuko (A going astray; mistake;·misdeed). Mambwe vanoti -pambasya (to lead or pass aside) kureva kupambana.

Tags:

FundoyetsimbaKupambazuka kweChiedzaMasaisaiMutendeki werupambano

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MharaKukumbanidza (Masvomhu)BadzaChipariNyamavhuvhu 23HangaJira ReretsoZvita 24KutonongoraZvita 9South KoreaMutowaKukumbana pabondeMunyenye sezitaGondoVandauParisMapfihwaDuramahwiChitateDzihwamupengoChileNunguNdira 7Chivabvu 11MucheroFuranziChirunguTurukiShumbaVashonaRusamboNyamavhuvhu 9XKurume 25MupurwaNyamavhuvhu 4Pago PagoGuviChiheraDenderedzwaShumba NyamuzihwaKusiya basaGunyana 23Nyatsimba MutotaNdira 8BondeGonyetiNyamavhuvhu 8HungariyaShukukuviriZvita 25DhKubvumbi 24NgodaCharakaMadomasiNehanda sezitaZingiziNjiriMufokosiyanaZvita 8ChibhunuChikunguru 21HundaKabho VheriteOMushonga unodzivirira gwirikwitiNyamavhuvhu 29MombeKurume 11United Arab EmiratesNdira 15Kikwafu sezitaChisenge sezitaMhandoS🡆 More