Mhedzisiro yekutsvaga
Pane zanhi rinonzi "Mandundu" pa Wikipidhiya. Ona zvimwe zvimhedzisiro zvekutsvaga zvawanikwa.
Mandundu sezita (a family name). Mandundu eMakomo (n. mountain range). Mandundu eJecha (n. Sand dunes).... |
Muchidzidzo Taranyika mandundu (Mountain range) zvinoreva dungwe remakomo akatevedzana anoramba achienda. Mamwe mazita anopiwa makomo akaita dungwe kudai... |
Mandundu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Vanhu vane zita iri: Phillip Mandundu; Constance Mandundu; Melody Mandundu; Simba Mandundu. Pano panyorwa... |
Mandundu eJecha (n. Sand dunes) izita riri kushandiswa pano kududza makomo ejecha anowanikwa mumagwenga akadai seGwenga reNamib neGwenga reSahara. VaMbukushu... |
Chikumi (kureva Junhi paChishongrish muKarenda ya Gregori) kana Mandundu izita remwedzi wechinhanhatu mu gore, uye rinomaka chikamu chegore. Mumwedzi wechikumi... |
Asi chimwe chinoonekwa ndechekuti tarachisi yematunhu aya, zvikurusei mandundu emakomo uye hukama huripo pakati mhepo huru dzematunhu zvinoshandura mamiro... |
ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana. Sesotho vanoti maloti (n. Chain of Mountains) zvichireva mandundu emakomo.... |
Kaukasi (mupanguro Mandundu e Makomo eYuropu) uye zvikamu zve Chamhembe che Rhashiya. Makomo e Urawu, anosanganisa mandundu ye Ukuru we Kaukasi, akagara kubva munhoroondo achinzi ibheriya rekusikwa... |
irere kumaodzanyembaemabvazuva emugimbakirwa we Ibheriya, kuchamhembe kwe mandundu emakomo e voParenii. Katalonya yakagamhurwa zvechindauro kuita matunhu... |
Makomo e Urawu (mupanguro Mandundu e Makomo eRhashiya) Makomo e Urawu (Rha: Ура́льские го́ры, Uralskiye gory; Chibhashikiri: Урал тауҙары) kana kungoti Maurawu, marhenji emakomo anomhanya kufungidzirwa kubva... |