Mumera (batch of crops) zvinoreva zvirimwa zvakadyarwa panguva imwechete zvinotarisirwa kunge zvichikohwewa panguva imwechete.
Pagore rimwe panokwanisa kuita mumera unodarika mumwe zvichienderana nokuti mbeu dzakadyarwa nguva ipi mumwaka.
Muzhizha munokwanisa kuita mumera wekutanga unodyarwa mwaka uchitanga, kwoitawo imwe mumera inodyarwa mwaka wava pakati. Kune vanokwanisa kudiridza kunoitawo mumera wemuchando.
Shoko rokuti mumera rakafanira kuti rive richishandiswa kuturikira izwi rinoti "batch" kuEnglish nokuti mumera ndiyo "batch yezvirimwa".
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Mumera, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.