Mhedzisiro yekutsvaga
Pane zanhi rinonzi "Uso" pa Wikipidhiya. Ona zvimwe zvimhedzisiro zvekutsvaga zvawanikwa.
Uso, vuso, chiso kana hope (kureva face) zvinoreva kumberi kwemusoro wemunhu kana mhuka kunova ndiko kune mhuno nemaziso. Chiso chemunhu chinotangira... |
(Cone) izwi rinoreva chiumbwa chine uso huviri; humwe uso huri hwaro hwedenderedzwa huri pamutsendo, uso hwepiri huri uso hunopfirira hwaro kusvika pachisuvi... |
rokuti twasuka (straight ku English) rinotsanangudza mutsetse kana kuti uso hwakatichechetere kunge pamusoro pemvura yakagadzikana isina masaisai. Mutsetse... |
Muchidzidzo chePimanyika, mutsendo (Plane, flat area) izwi rinoreva uso hwakatichechetere kunge pamusoro pemvura. Mutsendo unogonga kunge wakamiswa wakaita... |
Muchidzidzo chePimanyika, hubumbe (convex) izwi rinotsanangudza chiumbwa chine uso hwakabumbira kunze. Mufananidzo ungapiwa kuumbwa kwakaitwa dumbu rakaguta... |
rinoshandiswazve kutsanangudza mutsetse unobatanidza goko reurungano, neuso hweurungano - uso hweurungano hune nhambwe dzakaenzana panzvimbo dzose kubva pakati.... |
Chiadzwa chegonyonhatu (triangular prism) chine uso huviri hwakaumbwa kuita gonyonhatu hunenge hwakati sambamba. Mucheko yose inenge yakati sambamba nemiviri... |
Tafura (table in English) chiwumbwa chine uso hwakati chechetere huri pamusandarara chinoshandiswa kugadzika ndiro kana vanhu vachidya. Gumbo reTafura... |
Muchidzidzo Pimanyika, munyonga (Curve) izwi rinotsanangudza mutaro kana uso husina kuti twasa; panenge pane kubhenda kana kutesva. Muchinyorwa chino... |
chePimanyika, hufombwe, fombwe (Concave) izwi rinotsanangudza chiumbwa chine uso hwakafovera mukati. Mufananidzo ungapiwa imbiya inopakurirwa usavi kana kuti... |
(Roundness, evenness. slipperiness of shape) vinotaura chiro chine rukanda kana uso hwakakwenenzverwa pasina kumanzika kana chimwe chaka chachamara kana kuchanjamara... |
chePimanyika , shoko rokuti musandarara (horizontal in English) rinoreva uso kana mutsetse wakamira wakati chechetere sepamusoro pemvura yakagadzikana... |
ne Gungwa reAtirandiki, Gungwa rekuChamhembe ne Gungwa reAkitiki. Kana uso hwePasirose hwapimwa panoonekwa kuti chikamu che 71 pazana (71%) chakafukidzwa... |
rokuti ruchanja kana kuti kusakamara (Perpendicular, vertical) rinotsangudza uso kana mutsetse wakamira kuti tasa kubva panzvimbo kuenda mudenga kana pasi... |
Muchidzidzo pimanyika, humburumbira (cylinder in English) zvinoreva chiumbwa chine uso huviri hwakati sambamba, neuso hwechitatu hune mucheko wedenderedzwa. Humburumbira... |
Muchidzidzo chePimanyika, sandarara (Horizontal, straight and flat) izwi rinoreva uso hwakati chechetere kunge pamusoro pemvura yakagadzikana isina masaisai. Mutsetse... |
nyika. Gonga rekuMaodzanyemba, (North pole) ndipo papoyindi panosangana uso neakiso yekuzeya yeRinopasi (Earth), kuri kuMaodzanyemba kweRinopasi, riri... |
vanoti kuvaka. Kinyarwanda inoti ubuso (surface); VaShona vanoti chiso kana uso. Kurwara (to be sick, ill) ndizvo zvimwechete kuKinyarwanda nekuShona. Rwose... |
Muchidzidzo chePimanyika, mucheko (Cross-section) izwi rinoreva uso hunoonekwa kana chiumbwa chine mumhu chachekwa. Chiumbwa chinogona chiri kuchekwa... |
kubva pachiro ichi. Sokuti kana munhu akamira pamberi pechiringiro anoona uso hwake pachiringiro nokuti chiedza chabva pauso hwake chinoti kana chawira... |