Mhedzisiro yekutsvaga
Pane zanhi rinonzi "Chibage" pa Wikipidhiya. Ona zvimwe zvimhedzisiro zvekutsvaga zvawanikwa.
Chibage (maize or corn in English) chinorimwa kuno kuchamhembe kweAfrica kwachinova ndicho kudya kunodyiwa mazuva mazhinji neruzhinji rwemhuri dziri kuno... |
Dara reChibage (a storage platform for harvested crops especially maize) chivakwa chinoshandiswa kuchengetera chibage chisati chapurwa. Chivakwa ichi chine... |
(grain removed from stem). Sokuti chibage chenje kureva chibage chakabviswa pamuguri. Chibage chenje chinenge chiri chibage chega chisina kusanganiswa nedzimwe... |
zvinobviswa mumunda. Kana chiri chibage kukohwa kunosanganisira kutema magunje, kutyora miguru kubva pagunje, kufurura nokutakura chibage chichitsvetwa mumatara... |
chibage kachisiya tsanga dzave demhe rine deko chete. Varimi vanomwaya mushonga mudura kana musaga kuti zvipfukuto zvife; vakasadaro vanowana chibage... |
kuti chibage ichi chine 2kg dzemvura. Chibage ichi chingataridzika sechakaoma asi kana chakandwa muhovhoni inopisa 2kg yemvura iyi inopfungaira chibage chakasara... |
rinobikwa kuchishandiswa chibage nechimera chezviyo kumaruzevha. Mumaindasitiri vanoshandisa chibage nechimera chemapfunde. Chibage chinoshandiswa kuita sitachi... |
English) zvinoreva chibage chinodzvurwa chigofashaidzwa kusvika chaibva. Kana chingage chadzvurwa rukanda rwekunze rwaipuruka kubva, chibage chozopepetwa kuti... |
humba inonetsa nokudya chibage muminda. Zvichitanga panguva yokukanda mbeu pasi humba inotevera ichifukura uye inodya chibage kana miguru yavepo. Humba... |
mvura inodarika 1000mm pagore, uye wakanakira mombe dzemukaka, kurima chibage, miti yemichero, miti yesango uye mombe dzenyama. Mutunhu uyu unonaya mvura... |
ndiyo mbeu yepiri pahuwandu hwekukohwewa Pasirose cihitevera chibage. Asi nokuti chibage chinoshandiswa mune zvimwe zvisiri kudyiwa nevanhu, mupunga ndiyo... |
inoti mkombe (old man) kureva harahwa. Lungu inoti chisaka (maize) kureva chibage. Lungu inoti umukota (n. stick) kureva chimuti. Lungu inoti ichisu (knife)... |
kweZimbabwe (Zimbabwean Cuisine), mangayi (boiled dry maize or corn) zvinoreva chibage chakaoma chinofashaidzwa kusvika chaibva. Mangayi anobikwa nechibage chakasvika... |
Vanhu vanokanga nzungu, chibage, nyimo uye vanokanagwo nyama zvakare. Akanga nyimo avangarara. Umbundu vanoti olukango kureva chibage chakakangwa. Kikuyu... |
kuri kusina mvumo uye kusiri pamutemo. Mombe dzapoya danga dzikanodya chibage kumunda kwaKajawu. Vakomana vakadzorerwa kumusha vawanikwa nemhosva yokupoya... |
omwana (child) kureva mwana. VaLuhya vanoti mabele (maize; corn) kureva chibage kana chibere. VaLuhya vanoti ifula (rain) kureva kunaya kwemvura. VaLuhya... |
Rebecca neRan Mine. Bindura yakakomberedzwa nemapurazi anorima donje, chibage, uye anopfuya mombe. Zita rokuti Bindura kupotsa kutaurwa kwevarungu vachitadza... |
Mutakura (maize and beans cooked together) zvinoreva chidyo chinobikwa chibage nenyemba kana bhinzi zvakasanganiswa. Rupiza (mash of beans) apa kureva... |
mugola remitauro yeBantu. Umbundu inoti olukango (parched maize), kureva chibage chakakangwa. Umbundu inoti enda (go), kureva enda. Umbundu inoti lima (cultivate)... |
yakatambanuka inoshandiswa senvimbo yekudyara zvirimwa zvinosanganisira chibage, nzungu, gorosi,sunflower, mapfunde, rukweza zvichingodaro. Chikamu chemunda... |