Ururimi

Ururimi (kana ufundo we mitauro uye fundamutauro; Nge: linguistics) chidzidzo chesainzi chemutauro.

Inosanganisira kuongororwa kwese kwese kwemutauro, pamwe chete nenzira dzekudzidza nekudzitevedzera.

Nzvimbo dzechinyakare dzekuongorora mitauro dzinosanganisira fonitiki (unzwi), ruambainzwi, ruambawumbwa (moforojia), sindiki (syntax), simandiki (semantics), uye pwagimatiki (pragmatics). Imwe neimwe yenzvimbo idzi inoenderana nezviitiko zvinowanikwa mumitauro yevanhu: manzwi (uye jesicha (gesture), kana iri mitauro yemasaini), mashoma mayuniti (fenomu, mazwi, mamorufeme (morphemes)), mitsara nemitsara, uye zvinoreva uye kushandiswa.

Mabazi e ururimi

  • unzwi/fonitiki ndezve ruzha runoitwa nevanhu
  • ruambainzwi (kana fonorojia) ndezve sistimu reruzha rwemutauro mumwe ne mumwe pachawo
  • ruambawumbwa (kana moforojia) ndezve sistimu re izwi
  • sindiki (syntax) ndezve maumbirwo emutsara
  • simandiki (semantics) ndezve kureva (kwe chinhu)
  • unenanzanga ndezve hukama huri pakati pemutauro ne nzanga.

Mabviro eruzivo

Tags:

Chingezi

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

NhekweChiranduMusande MarinoNjeeGabhoniNdira 9Dzehugaro huviriMuriwoMhuri ye mutauroZvomboRakisombhegiShava MufakoseChivabvu 30MunyaniUnganyeredziNdira 12Gomarara (Chirwere)Shumba NyamuzihwaChiazeriIsaac NewtonMhembweGorosiKubvumbi 19MatsutsoDhorofiya2014FIFA World CupPanamaHugari hwevanhuMwenemutapaMbudziOstireriyaGunguwoHukuChayinaVasalamaMipanda yemazitaKukadzi 23MharaHanaMaodzanyembaNdariraChiShonaNyembaNhekairoMunhunguruMabweMhakureKubvumbi 7Gungwa re IndiaMutupo2021MaZuluHushangazhi2018Hondo yePasirose yeChipiriRuambandangaDzunguNyamavhuvhu 23DarejenaMupurwaPahuroNyamavhuvhu 1NgongoniMhumhiHohwaMadridZvipfekoArgentinaMehikoZvita 23PfumoTunisiaBhariKudzanaMirairo gumi yaMwari🡆 More