Ujudha

Ujudha kana Uyehudha (kureva chinamato chechiHebheru ;Chihebheru: יַהֲדוּת‎‎ Yahăḏūṯ) chinamato che Uabarahama, chinotenda Mwari mumwecheta, cheVajudha - semunhoroondo ruvambo rwe Chijudha wakatanga muAfurika uye nekuMaodzanyembaemabvazuva eAfurika (kana Mabvazuva Epakati munguva yanhasi).

Vajudha nhasi vanowanikwa munzvimbo idzi, nekusanganisa nyika yedu ye Zimbabwe kunogara Varemba ne Vasena uyezve mamwe mapoka senge, Vakalanga, Vavhenda uye ne Vakaranga vakasanganisana navo.

Chijudha ndicho chakaunza kutanga kwe Ukristu ne Uyisalama, ndekuda kwa Abarahama akasarurwa na Mwari kuti dzinza rake ndiro raizobarwa Muishe Yesu Kristu mukororo waMwari.

Ringai zve:

Tags:

AfurikaChihebheruVaRembaVajudhaVakalangaVakarangaVavhendaZimbabwe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Shava MufakoseMupandaKukadzi 14ChiaramuChindeyaMufokosiyanaKosovoMucheroChitakaUyisalamaYemeniMuzongozaGondoShumba - MurambwiGumbo MadyirapazheImbumbuFirimuBoterekwaPhilippinesSyriaZhizhaGungwa rePacificMukondomberaMuringoKutizira mukumboJames ChimombeNzou - SamanyangaCubaGutsaruzhinjiZvidyoRudhende rwe Afurika YepakatiMutiGomarara (Chirwere)HwiraHondo yePasirose yeChipiriKubvisa nhumbuMangundaChimurenga ChechipiriMangayiAristotileNhengo dzesikarudziHungweHugariMutumbu sezitaDzitsi (Mazwi)MakotoreChikara ChesangoGoreChirhashiyaEsperantoChigirikiMazita eChishonaShava MvuramaviGonyetiHurumendeZZara LarssonHuronyoMhataMwaka muZimbabweMubvukaChidawoMapfundeEriteriyaRovambiraHoziChibageRukwezaBhukuKumhuraBonyoraP🡆 More