Bherujyamu

Bherujyamu (kureva Belgium, Dha: België ; Fur: Belgique ; Jer: Belgien) Bherujiyamu kana Vubhirigi, pachihofisi inonzi Umambo we Bhirigi, inyika iri kumaodzanyembaemadokero e Yuropu.

Kingdom of BelgiumKoninkrijk België (ChiDutch)Royaume de Belgique (ChiFrench)Königreich Belgien (ChiGerman)
Bherujyamu Bherujyamu
Rwiyo: Brabançonne
Bherujyamu

Inoganhurana ne Holandi kumaodzanyemba, Jerumani kumabvazuva, Rakisombhegi kuchamhembechemadokero, uye Bhahari re Maodzanyemba kumaodzanyembaemadokero.

Gutaguru re Bherujyamu iBhuruserisi (kureva Brussels).

Nyika iyi ine miganhu neRakisombhegi, Jerumani, Holandi neFuranzi.

Zita

Zita rokuti Vubhirigi, rinotodza tsika yechivanhu yokuisa "Vu-" shure kwezita revanhu vanogaramo. Senge kuti Vukaranga, zita re Zimbabwe rekare, zvichireva "Nyika ye vakaranga". Iro shoko rokuti Vubhirigi kana Vubhiriji rinoreva kuti "Nyika ye Vabhrigi/Vabhirigi" kureva vasanyika veBherujyamu.







Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi

Tags:

ChifurenjiChijerumaniHolandiJerumaniNyikaRakisombhegiYuropu

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

KurumeHunyanzviPutugaroUsikhiChibageSouth AfricaMipanda yemazitaUnited States of AmericaMwedzi muChadengaTestamende ItsvaKubikaKukumbana pabondeDarejenaMutumbu sezitaNeparuChifumuro, mushongaChayinaVarunguZvita 17NyenyedziChinyoka sezitaKurume 18RukodziIndiaSingaporeUtareYunivhesiti yeZimbabweMauritiusChimukuyuIndonezhaMhondiUkristuSaghalaMupfutaShomwe yehatomuNyamafinguPfumbuZvita 31ChivakashureNzvoveraMwaka muZimbabweN'angaUnited Arab EmiratesGumbo MadyirapazheIshwaIjipitaMabasa aVapostoriCzech RepublicChapunguKuvakaNassauImbaBhahareyiniZvita 1ChinamatoUnguRooraUdorongodzwa hwe micheroSekuruMubvamaropaMbudziMwengaMukakaYerelendiKukakataNhareyamadoMhetaKubvumbiTsiruMombe🡆 More