Udorongodzwa Hwe Nyika Dze Afurika Ne Ruwa

Pazasi pane udorongodzwa hwe nyika dzese dze muAfurika zvichienderana ne ruwa rwe jiogirafi.

Arujeriya ndiyo nyika hombe kwazvo muAfurika ne munyika ye Maarabhu kubva muna 2011, panguva ye kugohwaniswa kwe Sudhani. Seyisheri ndiyo nyika diki muAfurika pazvese, ne Gambia iri nyik diki muziwumbe reAfurika.

Udorongodzwa Hwe Nyika Dze Afurika Ne Ruwa
Afurika
Rhengi Nyika Ruwa Zvinembo
1 Arujeriya 2,381,741 km2 (919,595 skw mi) I-20% basi ye chisi cheArujeriya chinokwanisa kugarikwa nevanhu. Imwe 80% yacho i-1,905,932 km², isingakwanise kugarwa nevanhu nekuda kweGwenga reSahara muchisi dzacho.
2 Utemabanze weRudhende rwe Vukongo (URK; DRC) 2,344,858 km2 (905,355 skw mi)
3 Sudhani 1,861,484 km2 (718,723 skw mi) Sudhani, ine ruwa re 2,505,813km² (967,500 skw mi), yaive nyika huru yeAufrika yese asi yakaganhurwa kuita nyika mbiri muna 2011 (Sudhani ne Sudhani Chamhembe).
4 Ribhiya 1,759,540 km2 (679,362 skw mi)
5 Chadhi 1,284,000 km2 (495,755 skw mi) Chadhi ndiyo nyika huru muAfurika yese yakakomberedwa ne dzimwe nyika.
6 Nayizhe 1,267,000 km2 (489,191 skw mi)
7 Angola 1,246,700 km2 (481,354 skw mi)
8 Maari 1,240,192 km2 (478,841 skw mi)
9 Afurika Chamhembe 1,221,037 km2 (471,445 skw mi)
10 Itopiya 1,104,300 km2 (426,373 skw mi) Itopiya ndiyo nyika huru muAfurika yese yakakomberedzwa nedzimwe pahuwandu hwevanhu.
11 Moritani 1,030,700 km2 (397,955 skw mi)
12 Ijipita 1,001,449 km2 (386,662 skw mi) [Chikamu che Afurika] 1,010,408 km2 (390,121 skw mi) hwerengedzo ye nyika kusanganisa Sinai (inowanzo sanganiswa sechikamu che Ezhiya).
13 Tanzania 945,203 km2 (364,945 skw mi)
14 Naijeriya 923,768 km2 (356,669 skw mi) Naijeriya ndiyo nyika ye gumi nenna, inyika hombe yeAfurika pa Huwandu hwevanhu.
15 Namibhiya 825,418 km2 (318,696 skw mi)
16 Mazambuko (kana Mozambiki) 801,590 km2 (309,496 skw mi)
17 Zambia 752,614 km2 (290,586 skw mi)
18 Moroko 712,550 km2 (275,117 skw mi) Ichisanganisa Madokero eSahara.
19 Sudhani Chamhembe 644,329 km2 (248,777 skw mi)
20 Somariya 637,657 km2 (246,201 skw mi).
21 Rudhende rwe Afurika Yepakati 622,984 km2 (240,535 skw mi)
22 Matagadzikwa (Madhaska) 587,041 km2 (226,658 skw mi)
23 Vutswana 581,726 km2 (224,606 skw mi)
24 Kenya 580,367 km2 (224,081 skw mi)
25 Kameruni 475,442 km2 (183,569 skw mi)
26 Zimbabwe 390,757 km2 (150,872 skw mi)
27 Rudhende rwe Vukongo 342,000 km2 (132,047 skw mi)
28 Kote Dhi Vhwa(chirevo muChishona Chipforo Mnyanga) 322,460 km2 (124,503 skw mi)
29 Bhurukina Faso 274,000 km2 (105,792 skw mi)
30 Gabhoni 267,668 km2 (103,347 skw mi)
31 Ghini 245,857 km2 (94,926 skw mi)
32 Ghana 238,534 km2 (92,098 skw mi)
33 Vuganda 241,037 km2 (93,065 skw mi)
34 Senegari 196,723 km2 (75,955 skw mi)
35 Tunisia 163,610 km2 (63,170 skw mi)
36 Malawi 118,484 km2 (45,747 skw mi)
37 Eriteriya 117,600 km2 (45,406 skw mi)
38 Bhenini 112,622 km2 (43,484 skw mi)
39 Ribheriya 111,369 km2 (43,000 skw mi)
40 Siera-Leyoni 71,740 km2 (27,699 skw mi)
41 Togo 56,785 km2 (21,925 skw mi)
42 Ghini-Visawu 36,125 km2 (13,948 skw mi)
43 Vusutu 30,355 km2 (11,720 skw mi)
44 Ghini Yomutsazani 28,051 km2 (10,831 skw mi)
45 Vurundi (kana Burundi) 27,830 km2 (10,745 skw mi)
46 Rwanda 26,798 km2 (10,347 skw mi)
47 Jibhuti 23,200 km2 (8,958 skw mi)
48 Eswatini (kana Swazirendi) 17,364 km2 (6,704 skw mi)
49 VoGambia 10,380 km2 (4,008 skw mi)
50 Kabho Vherite 4,033 km2 (1,557 skw mi)
51 Komori 2,235 km2 (863 skw mi) 1,659 km2 isingasanganise Chitsuwa cheMayotte, dipatimende reFuranzi rekudhiyaspora.
52 Morishasi 2,040 km2 (788 skw mi)
53 Sao Tomu ne Purinzipari 964 km2 (372 skw mi)
54 Seyisheri 451 km2 (174 skw mi)
Chivunga 30,365,000 km2 (11,723,992 skw mi)

Mamwe mapeji ekutarisa

Tags:

AfurikaArujeriyaGambiaNyikaRuwaSeyisheriSudhaniUdorongodzwa

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

NunguKenyaMutupoGwaiWikipidhiyaChanzaGomo reNyanganiAfricaNhovaBonyoraQatarKuyamwisaBabaArubhaniyaGoreMonakoChipfuvaBonga ChihwaKundengenyeka kwenyikaKarenda ya GregoriMotsiColombiaMhodzigetsiRufuKuziririkaSpainChefuKwanyamaAsiaMombeHumaDjiboutiMadzishe emuZimbabweVhatikaniMharaMbevaZisoTayera sezitaJoe van PraaghMbiraLondonVufiniBing CrosbyMhakureMukonikoniGwetaRovambiraMehikoCroatiaChinaNyong'oMushambaHupfupiMufufuKambaMutiMapopomaMoyo NyajenaMhizhaMudidaKudzanaUpangamutowoChivabvu 10NganoKutizira mukumboHungweTokyoTafadzwa Mawachi🡆 More