Akazvinyorera maungamhanzi matatu akatumidzwa kunzi NYXIA muna2019, nemamiksitepi maviri pamusoro pe nziyodzimwe.
Tayc Zita: Julien Bouadjie Akazvarwa: 2 Chivabvu 1996 (zera 26) Marseille, Bouches-du-Rhône, Furanzi
Jonera Afrobeats Afro-Pop Hip Hop kkontemporari R&B Basa: Muyimbi - Munyori weNziyo Chiridzwa: Izwi Usevenzi: 2012-ku ikozvino Rebeu: H24, Universal
Kusevenza kwake
Tayc, zita rake chairo richinzi Julien Bouadjie, akazvarwa kuMarseille, Bouches-du-Rhône, muFuranzi, asi pakutanga ndewe kuKameruni nekuda kwevabereki wake. Kusevenza mumhanzi kwake kwakatanga muna gore ra2012 paakamuvha kuPari akazvipa kumhanzi achiyimba. Tayc akadzidza ṫhiyeta uye kudzana asati aenda muzvekuyimba nekunyora.
Muna 2017 paakatanga kuoneka pasi pe radar ine zita rekuti "The Glass Too Much " maakaratidzira kugona kwake kuphefoma pamberi peskirini, icho chaakadzidza kubva kudzidzo yake yemitambo. Iri zita rakazoonekwa pane EP yake yekutanga Alchemy , yakazoteverwa muna 2018 ne chirongwa chaakatumidza kuti Helios. Kubva ipapo, akasainwa kuRebeu re H24 , rebeu ye m'rhepha anonzi Barack Adama weSexion D'assit akaburitsa chirongwa cheNyxia muna15 Kukadzi 2019 uye anoonekwa pazvirongwa zvevanyori Dadju naLefa.
Tayc akaronga konzati yake yekutanga muPhari muna Gumiguru 19, 2019 muTrianon muPhari.
Mhando yemhanzi
Maitiro ake anosangana nezviyero zvazvino, zvinoti muchinjikwa pakati peAfrobeats, Trap uye nemaitiro echiKaribhiya.
Kana achiyimba Tayc anofarira kuti 'Tayc de Tayc ' pakutanga penziyo dzake dzese.
Dhiskogirafi
Vhidhiyogirafi
25 Chikumi 2017 : Le Verre de Trop 23 Chikunguru 2017 : Gendre Parfait 24 Ndira 2018 : Marabout 30 Kurume 2018 : Nelly 1 Chivabvu 2018 : Huis Clos 27 Chikunguru 2018 : Jenevah 13 Mbudzi 2018 : Palavra 11 Ndira 2019 : Pas prête 14 Kukadzi 2019 : JVMVIS (Intro) 23 Kubvumbi 2019 : Ma Lov' 26 Kukadzi 2019 : Promis Juré 21 Chikumi 2019 : Ewondo ou Bami anaManu Dibango 30 Chikunguru 2019 : C’est lui 24 Gunyana 2019 : Aloviou 1 Zvita 2019 : Comme toi 10 Zvita 2019 : Moi Je prouve (anaBarack Adama) 19 Chikumi 2020 : N'y pense plus 24 Gumiru 2020: Ride (anaLefa) 1 Zvita 2020 : Comme toi 19 Ndira 2021 : Parle-moi 2 Kurume 2021 : Le Temps 11 Chikunguru 2021 : Dis moi comment Mikombe
Gore Murongi Mubayiro Mhedzisiro 2020 Mukombe weMhanzi weNRJ Furanzofoni Zaruriro yeGore Akanominetwa 2021 Kudzana ne Nyenyedzi Sizeni 11, iye na Fauve Hautot akahwina
Mabviro eruzivo
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Tayc , which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0") ; additional terms may apply (view authors ). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses. ®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.