Ruambamhenyu

Ruambamhenyu (Chirungu: Biology) kana Unenamhenyu mashoko ari kushandiswa pano kureva denhe reruzivo rinodzidzisa pamusoro pezvinhu zvinorarama zvinosanganisira: mhuka; muchero; hove; shiri; tupuka zvichingodaro.

Zita iri rinonongedza kuti chidzidzo ichi chinotaura pamusoro pezvinhu zvinorarama zvine hupenyu - tichiturikira kuChirungu pari kunzi "study of living things". Munhu anoshanda mubazi iri anonzi chiambamhenyu (biologist).

Kupiwa kweZita

Upangamutowo (taxonomy)

Vambo re shoko

Muruambamhenyu, taxonomy (kubva kuChigiriki τάξις ( taxis )  'kuronga; kupanga', uye -νομία ( -nomia )  'mutowo') ndiko kudzidza kwesainzi kwekutumidza mazita, kutsanangura ( kudzingisa) uye kupatsanura mapoka ezvisikwa zvipenyu zvinoenderana nehunhu hwakagovaniswa.

  • Kupangura (arrangement; classification)
    • Hupango mu sainzi (scientific classification)
  • Mutowo (method)
  • Upangamutowo (taxonomy - arrangement method)

Kupiwa kwe zita

Zvichiendererana nepeji re Upangandimo, chivakamberi chekuti -nomy mu Chingezi, chivakashure chinonzi Upanga muChishona.

  • Chivakashure nomos chaturikirwa kupanga (to make a law, command, order, arrange, organise, align, to devise).
  • Agronomist rinenge roturikirwa kunzi chipangandimo.

Mazwi eBantu

  • VaChewa vanoti muyambo (traditional stories and teachings, customs of a people).
  • VaVenda vanoti luambo (n. language) kureva mutauro. Mamwe mazwi: amba (v. talk).
  • VaVenda vanoti tshilo (n. life) kureva hupenyu.
  • BaKalanga vanoti buchilo (life) vachireva hupenyu.

Zvitaridzwa

Mabviro eruzivo

Tags:

Ruambamhenyu Kupiwa kweZitaRuambamhenyu Upangamutowo (taxonomy)Ruambamhenyu Mazwi eBantuRuambamhenyu ZvitaridzwaRuambamhenyu Mabviro eruzivoRuambamhenyuChirunguHoveHupenyuMhukaMucheroShiriUnenamhenyu

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

IndonesiaOshindongaBhahariHondo yePasirose yeChipiriHereroJingamweyaMhofuShondoChayinaNoruweyiMwedzi yeGoreHoveLoméNdiraSirikaRwatataKupendhaUngochaniZvita 7SimudzoMagen'aIzwiMunyiiChijapaniZanoArubhaniyaItopiyaHangaNyenyedziWikipidhiyaKubvisa nhumbuSkweyaChirahweMhondoroChirotoShumbaChigirikiChiheraGorongaZimbabweTanzaniaChitserePutugaroMirairo gumi yaMwariNyaudzosingwi R-UZvitaChiSpanishNyatiZvombo zvehondoMachendeMbongaLingalaMasvomhuChibatiro (mudziyo)HotakotaDerereMuchatoChikongoTsangamidziChiedzaNhuMatagadzikwaChisveruEzhiyaHuguguSingaporeHuromboPepanhauMbudziMuzindaChikarangaAthensMadzindeZhizhaGwirikwitiMwakaBulawayoNzimbe🡆 More