Rusaruraganda

Rusaruraganda (racism in English) zvinotaura mabatiro evanhu anovapatsanura zvichienderana nekusiyana kweganda ravo.

Rusaruraganda rwunosiyanisa mabatirwo evanhu, vamwe vachiitirwa zviri nani pane vamwe nechikonzero chokunge vakasiyana ganda kana boka retsika ravanobva kwariri.

Rusaruraganda
Nzvimbo dzokutamba dzaivawo neRusaruraganda South Africa paitongwa neVarungu

Munhoroondo yeAfrica rusaruraganda inyaya huru zvikurusei pakudzvanyirirwa kwakanga kwakaitwa vanhu vatema. Tsika iyi inoonekwazve pakutapwa muhuranda kwakitwa vatema vachiyambutswa gungwa reAtlantic kuenda kuAmerica neEurope.

Mitauro yeBantu

  • VaZigula vanoti ukabila (1. tribalism; 2. racism) kureva rusarurarudzi.

Tags:

Ganda

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

DoroMusamboChikoroIndonesiaDhanemakiRwendoMaléChiitariHuchenjeriArubhaniyaChayinaKukumbiraUkraineTanzaniaHuguguPasikaMupurwaNguruveVaTumbukaTsindiShava MwendamberiGungumbaniMukonikoniNzou - SamanyangaZumbaniGungwa reIndiyaNhovaMataranyikaDanai GuriraOmaniMununguTsanoRuvaWashington, DCMutandira weZuvaMatangiraSpainMbitiZvita 21DaranhambaItsvoMazita eChishonaMachendeChikunguru 29JapanSekuruHupfuAmerika ChamhembeNunguRwavhiHoveNzimbeHute (ruvara)KumemaMbudzi 28NafaanraBherujyamuTikarNyundoShumba - MurambwiChikosoroMazinoMusudurutsoMhiniZvita 11🡆 More