N'anga

N'anga (witchdoctor) munhu anoshandisa mashave achiti anobata mabasa anosanganisira zvekurapa, kudzinga mweya yetsvina, kubvisa munyama, zvichingodaro.

Tsumo

  • Muromo wen'anga ibaradzi.
  • Kufarira n'anga neinobata mai.
  • N'anga muroyi.

Mitauro yeBantu

  • VaSangho vanoti monganga ( n. medicine man) kureva murapi. Mamwe mazwi: ngaánga (n. fetish).
  • VaGwere vanoti bugangi ( n. medical treatment) vachireva hurapi.
  • VaNyole vanoti ohuganga (v. treat illness by giving medicine to a sick person.) kureva kuita hun'anga.

Tags:

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Amerika MaodzanyembaGavakavaMaseruHandira (nyeredzi)IndiaNgunduKubvumbi 13VasalamaNyamavhuvhu 16VanuatuDanhautandeNyamafinguHoshaMimhanziNhutaPretoriaDziva Sambiri GandaItariManikidzoKatsuki BakugoKutema NyoraZiwumbeBadzaNdira 12PurangaMuchecheniMazita eMitiVarunguGurapakatiRuambavakadziShava MufakoseTanzaniaNzou - SamanyangaVandauKuredzaChikumi 192019DuramahwiMunhuZvita 1VazezuruChirunguNhareyamadoDhorofiyaRuvaMhene (mhuka)PepanhauVaigbhoChijapaniNharaundaChivabvu 1MachendeUzoroastiMwambabvuChikunguru 21ZvomboVaxhosaChiShonaNhoroSingaporeBhutsuHoveOstireriyaMbambairaBhahariShondoSusoKuwaitNamibhiyaGurweMbutuRuzivoMudzidzisiFIFA World CupMufenje🡆 More