Shoko rekuti zera (generation) rinokwanisa kureva chizvarwa sokushandiswa kwarinoitwa panonzi zera redu nezera rana baba vedu.
Tichitevedza mhuri imwe pamakore zana (100) kunokwanisa kurarama zvizvarwa zvina kana zvitatu. Kuti kwaberekwa zvizvarwa kana mazera mangani zvinobva pakuti vanhu vari kuita vabereki vava nemakore mangani. Avo vanotora nguva yavo vachimboita chikoro vanowanza kunonoka kubereka saka mhuri dzavo dzinotarisirwa kuitawo zvizvarwa zvishoma pamakore zana.
Vakadzi
Mubvana zvinoreva mwanasikana akaroorwa ane mwana kana vana vakewo. Pakuremekedza vamwe vanoti vabvana nyangwe ari munhu mumwe ari kutaurwa. Pahuwandu vanonzi vabvana.
Chembere munhukadzi asaruka zvokuva nemakore ari murumana rwemakumi matanhatu (60) - apa manero anosiyana.
Varume
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Mazera, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.