Mambokadzi

Mambokadzi (vazhinji: Vamambokadzi; Anamambokadzi) ndimambo wechikadzi, akaenzana parheniki ne dumidzo naMambo, anotonga ari ega panzvimbo inozivikanwa se umambo; kusiyana ne Haranga (Mambokadzi Mudzimai) anonzi wo Mambokadzi nekuda kwekuti mudzimai wamambo anotonga; kana Mambokadzi Mufanotonga, anova muchengeti wemwana mutongwa uye anotonga pachigu (nguva pfupi) pachinzvimbo chemwana, angave pachironzo (de jure) mukugoverana masimba kana pachidi (de facto) mukutonga ari oga.

Chandakadzi (kana mamoyo) kureva mwanasikana weutongwa wechikadzi anotonga ari ega pamusoro pe "Vuchinda"; Bwamikadzi kana Hwamikadzi ndimambo wechikadzi akaenzana narhengi uye dumidzo naHwami / Bwami, anotonga ari ega pamusoro pe "Ubwami".

Mambokadzi
Mambokadzi Nzinga we Umambo Ndongo

Mambokadzi anemasimba uye anomashandisa pakutonga, ukuwo Mambokadzi Mdzimai kana kuti mambokadzivanogovana chinzvimbo nemazita emumwe wake uye/kana wemwana asi vasingagovani nehutongi hwemurume wake kana mwana. Murume wamambokadzi akadzora pachivanhu haagoverane chinzvimbo, chinzvimbo, kana hutongi hwemambokadzi. Nekudaro, iyo pfungwa yemambo muroora kana muchinda consort haisati yambonzwika mune zvese zvazvino uye zvekare nguva.

Chirikadzi ya Mambo kana Chirikadzi ya Bwami ishirikadzi ya Mambo kana Hwami; Amai Mambokadzi ndi Chirikadzi ya Mambo ndiyewo amai weUmambo urikutonga..

Mazwi ashandiswa

  • Hwami / bwami kureva emperor (empara)
  • Ubwami kana Uhwami kureva empire (empaya)
  • bwamikadzi kana hwamikadzi kureva empress (empuresi)
  • Vuchinda (principality)
  • Mufanotonga (regent)

Tags:

BwamiChiguChironzoUmambo

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

KuwaitNyamavhuvhu 24NhonhoTurukiHoveNguva dzezuvaBabamuniniGomo reNyanganiChin'aiKuredzaChivanhuChimukuyuChizuluChidemboKuwokeraMusamiMaZuluRakisombhegiChikumi 19OmaniIsiraeriShumbaOstiriyaNunguMuzvcaziKubvisa nhumbuDandare remagetsiDzemuzongozaDublinVaakaniKun'uraZvita 10ChikoriyaChikunguru 16Nyere (Dzezvipenyu)ChiSpanishVazuluUjainiSinyoroVutswanaNhareyamadoMunhuSipwiRobert Gabriel MugabePolandiNyaudzosingwiNeparuRumandaNdira 19JorodhaniKutizira mukumboPepanhauChin'koMudzimuMhembweMbutuZiwumbeTanzaniaGunyana 9Chirwere cheCoronavirus 2019DonzvoVarunguMapatyaDzitsi (Mazwi)ChihausaVandebele (vekuChamhembe)Mipanda yemazitaVazezuruTsumoHwembwa (bonde)Kubvumbi 28ChoyaRunhareChiarabhuHudzvanyiririBhukuNyamavhuvhu 27🡆 More