Kukumba

Kukumba (remove completely) zvinoreva kubvisa zvinhu zvose kubva panzvimbo pasina chinosara.

  • Kukumba (to gather together, to loot).

Kurerutsa Mutauro

  • Akakumba nhumbi dzake dzose ndokubva akwira bhazi kudzokera kumusha kwaSeke.
  • Mutariri wavasevenzi anovakumbisa marara mudzinzira dzeguta: the foreman gets the workmen to remove all the rubbish from the streets of the city.

Mitauro yeAfrika

  • Mambwe inoti -kumbana (to gather in a group). Mamwe Mazwi: -kumba (to herd, drive cattle, goats) kureva kutinha mombe. Humburi inoti kumbi (gather around something).
  • Lugwere inoti kukumbaana (gather, meet or converge together, come together to form a group) kureva kukumbana. Kukumbaania (bring people together; cause to gather) kureva kukumbanya.
  • Lugwere inoti ikumbaaniro (community gathering place) kureva panosangana vanhu. Mamwe Mazwi: lukumbaana kana nkumbaana (n. gathering, assembly, congregation) kureva guungano.
  • VaGwere vanoti ikumbaaniryo kana makumbaaniryo pakuwanda (dictionary, compilation, collection, heap) vachireva chikumbanidzwa.

Tags:

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

JakafiriZimbabweMhanguraMotoroko sezitaKuronzaVazezuruZvita 30NunguVajudhaTripoliWikipidhiyaZisoGumiguru 12SazitaNjivaKubvumbi 19Kubvumbi 17Kun'uraMufuramvuuMbimbindogaEuropeWikipedia shanduro dzemitauroMutekedzaGreat Zimbabwe UniversityNyashanuHandira (nyeredzi)JerumaniNgwaratiChiShonaChikumi 13PfariSri LankaHondo yePasirose yeChipiriNhanzvaVandauIndiaGwavavaShava NyakudirwaGwenziMirairo gumi yaMwariNyamavhuvhu 10MutsubvuMadzitateguruMatoroMangaSimbaZviperengo zvehuwanduMufudziMabinga sezitaGumiguru 29TsumoHupfuChikuwoJerenyenjeRwatataMvunduraGunyana 27GandangaVamanyikaBhahari re EegiSekuruMusamboMbutuDanhautandeWalesKupipaMutambaRukuvhuteGweeDandira reMapangana eTarachisiGumiguru 21🡆 More