Nyeredzi Hondowe

Hondowe (Chirungu: aries) Hondohwe kana Erisi iboka renyeredzi reZodhiyaki, rinozivikanwawo nekuda kwezita rake rekuWestern reHondowe.

Ruambanyeredzi | Erisi | ♈︎ | ♉︎ | ♊︎ | ♋︎ | ♌︎ | ♍︎ | ♎︎ | ♏︎ | ♐︎ | ♑︎ | ♒︎ | ♓︎ |  

Hondowe iriwo zita repasirese renyeredzi inopenya pakati penyeredzi, uye inyeredzi yekutanga pakati pezviratidzo zveZodhiyaki inoteerwa naHandira.

Nyeredzi Hondowe
Hondowe
Ratidzo reZodhiyaki Hondowe
Nguva (Kumadokero) Kurume 21 – Kubvumbi 19
Unganyeredzi Hondowe
Nhangande yeZodhiyaki moto
Umiriro hweZodhiyaki Vamberi
Mutongi weChiratidzo Mrongazuva
Isva Hweva
Unhongi Zuva
Udonho Chiremera
Nyeredzi Hondowe
Hondowe nyeredzi

Vambo rezita

Hondowe zvinoreva kuti 'ram' muchirungu, ndiro hwai yechirume.

Mammwe mazita aHondowe ndi: Gondobwe / Gondohwe, Hondohwe uye Erisi muchirungu kukopera shoko reChiratini rekuti 'aries'.

Zita renyeredzi iyi reChirungu rakabva kuzita remwari weVaroma, Aries mwari weHondo. Aive mwana waZusu naHera.

Ruambangano

Tarisai peji renyaya Erisi

Muruambangano yeVagiriki Aries ndi mwari wehondo, mwana waZusu (Zeus) na Hera.

Hondowe anomiririra mhirizhonga nemasimba epanyama ehondo. Vamwe vanoti Hondowe aive mudiwa waAfurodhayiti (Aphrodite) uye akabatwa mukuzvidzwa nemurume wake, Hefestasi (Hephaestus), mushure mekunge nyaya yavo yawanikwa pakati peVaorimbiya (Olympian).

Hondowe akange asina kudzikama, asi aive neshungu kwazvo, uye anozivikanwa nekunyanyisa-kuita kusvira uye aive nesimba nehasha mumwiri.

Mabviro eruzivo

Tags:

Chirongo (nyeredzi)ChirunguGakanje (nyeredzi)Handira (nyeredzi)Hove (nyeredzi)Mamanga (nyeredzi)Mbudzi (nyeredzi)Mhandara (nyeredzi)Nyavada (nyeredzi)Pima (nyeredzi)RuambanyeredziShumba (nyeredzi)Uta (nyeredzi)

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Mazita eMhuriPasiroseShaviChigirikiSri LankaKuvaviwaNgarikuniNew CaledoniaMuvusiKubvumbi 9ZimbabweVahungweKushushaMubveveChingeziChivabvu 25MufufuHonoLiguriyaBheniniNdira 30Kurume 27HwayiDziva Sambiri GandaKyrgyzstanChizuluMukakaMukowasimbiUhinduKupendhaMusande MarinoMutsamviKurume 15ChipikoRooraBuenos AiresMufenjeKuramwa BasaArumeniyaChivhiyetinamuAzeribhaijaniMapikaSao Tome ne PurinzipeNziraNgongoniMunyiiMunhikwiBhuruAristotileVahebheruVietnamRuzivoMutupoMitauro ye Chiindo-YuropuMukondomberaChikumi 22Uta neMuseveOliver MtukudziDzemuzongozaBhurugariyaNyaudzosingwi H-KWikipidhiyaMoyo Chirandu2022Mhunduru sezitaEzhiyaZvipfuyoHondo yePasirose yeChipiriNyungweNdaraNehandaChamhembeNhumbuAdhamu🡆 More