E

E (kana e) ibhii rechishanu muMabhi eChiratini, rakabva kuMabhi eChigiriki.

Rinoshandiswa wo mukunyora Chishona chanhasi richiwerengwa se 'Eh'. Bhii ra E ndiro rinonyanyo shandiswa mumitauro zhinji, senge Chicheki, Chidhenishi, Chingezi, Chifurenji, Chijerumani, Chihangari, Chiratini, Chirativhi, Chinorwei, Chispeini, uye Chiswidhi.

E
Mabhi eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz

Mashandisirwo a-i

Mhando dza /Oo/

Nhoroondo

q' we Hirogirifa ye Ijipita He we Chifonisiya E ye Chitwuskani Epilson we Chigiriki Chiratini/

Chisirhiri E

E  E  E  E 

Bhii re Chiratini 'E' rinosiyana zvishoma kubva kuvambo rayo, bhii re Chigiriki epsilon, 'Ε'. Iro rakabva wo pabhii reChisemiti hê, iro rave richinzi rakatanga semunamato kana kudaidza chimiro chemunhu (hillul 'jubilation'), uye ingangove yakavakirwa pane yakafanana hirogirifa ye Ijipita yairatidza mataurirwo akasiyana. MuSemiti, vara rinomiririrwa /h/ (uye /e/ mumashoko edzimwe nyika); muChigiriki, rakava bhii epsilon, rinoshandiswa kumiririra /e/. Mhando dzakasiyana-siyana dze Keruro yeChiitari cheKare uye mabhi ye Chiratini yakateera kushandiswa uku.

Mabhi eChishona

tarisai futi: Mabhi eChishona

Mabviro eruzivo

Tags:

E Mashandisirwo a-iE Mhando dza OoE NhoroondoE Mabhi eChishonaE Mabviro eruzivoEBhiiChiShonaChiSpanishChifurenjiChigirikiChijemeniChingeziChiratini

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

ChisutuFuranziQatarPawaMudidaKote Dhi VhwaBiririNairobiNayizhe20212023IraniBere, MhukaDhamu reKaribaShumba - MurambwiChivabvu 172018MurooraShumbaMuvhimiJoe van PraaghRhashiyaChiswahiliKudzanaChikosoroNyarufuruMadzindeChivanhuHupfuMacedoniaMuroyiMbudzi 22IsiraeriChitsongaKutuzura2010LondonTafadzwa MawachiVladimir PutinUtaVakarangaDarejenaVutswanaChisveruSangoDindingwe2024Makuwe (emvura)Nyatsimba MutotaVufiniGongoHungaryBherujyamuZvipfupiMuchatoOstireriyaFIFA World CupPolandiGokoraShumba Gwara🡆 More