Jibhuti

Jibhuti (kureva Djibouti) pachihofisi inonzi Rudhende rwe Jibhuti inyika yakagadzikwa kuRunyanga rwe Afurika, yakakomberedzwa ne Somariya, Itopiya kuchamhembechemadokero, Eriteriya kumaodzanyemba, uye Bhahari Dzvuku ne Gahwi re Adheni kumabvazuva.

جمهورية جيبوتيŶumhūriyyat ŶībūtīRépublique de Djibouti
Jibhuti Jibhuti
National motto: Unité, Egalité, Paix
Jibhuti

Jibhuti ine ruwa rwe 23,200 km2 (8,958 sk mi).

Vanhu vekuJibhuti vanonzi Vajibhuti uye munhu mumwechete anonzi Mujibhuti/Mjibhuti.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Tags:

Bhahari DzvukuEriteriyaItopiyaRunyanga rwe AfurikaSomariya

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

KunyengaNguva dzezuvaChibageLugandaEriteriyaRwatataMupungaMhofuPasiroseRwiziMubveveMasvomhuGwetaNunguHuropiKukadzi 14ChiratiniTsuroHute (ruvara)Kurima neMombeShumba NyamuzihwaHuguguBhizimusiVaTaitaZavazavaHwewaShava MufakoseMudenge sezitaShumbaHurukuroKurera MwanaMipanda yemazitaTafuraZvita 15BhaibheriUnited States of AmericaIshwaBhaziMunhikwiDzambarafutaMhondoroSabhukuMunyaniMukana (nhengo)MunyakweShumba GwaraHanzvadziIndiaHurumendeChikunguru 12MakotoreDuramahwiGuviSangano reHutano PasiroseMhukaMunhurumeDanhautandeKupindana kwamazuvaMudzinganyamaChisumbwaDhadhaGlendaleImbaKudyaTsaonaNzeveMangwananiCubaKanyamusekerwaChikunguru 14Mapapu🡆 More