David Chifunyise

Kubva kuWikipedia

David Chifunyise,anozivikanwa zvakare sekunzi D-va zita raakapihwa muhujaya hwake,muimbi nemunyori wemimanzi yechimanje manje. David ndiye mumwe wevatangi vemumanzi yechimanje manje muZimbabwe inodaidzwa kunzi Urban Grooves. Akatsikisa mumanzi wake wekutanga ,Tauya Naye mugore ra1999 iripadambarefu rainzi The future rakagadzirwa neShamiso Records. Izvi zvakateverwa nedambarefu rake rekutanga raisheedzwa zvakare nezita rimwero rine mimanzi inosanganisira Hapana Chakaipa uyezve akapihwa mukana wekuridza mimanzi yake pawairesi uyezve pachikamu chemimanzi pachivhivhiti cheChannel O. Mugore ra2002,David akatsikisa dambarefu rake rechipiri rinonzi The Private Collection rine mimanzi yakanetsa inosanganisira Sarudzai. Mugore ra 2004,David akatsikisa dambarefu rake rechitatu rinonzi Zvandiri kana kuti As I Am rinova dambarefu rake rakapenengura zvakawanda nezvake. Mugore ra 2010, akatsikisa dambarefu rinonzi "Classica Volume 1". David ndiye zvakare akaimba dziyo inoridzwa panotanga chirongwa chinozivikanwa muZimbabwe chinonzi Studio 263 chinoburitswa pa nepfenyuro ye ZBC "Zimbabwe Broadcasting Corporation" uyezve "Obe tv" Sky channel 223.

David mugadziri zvakare we software ari Microsoft Certified. Ane kambani yake inogadzira software inonzi Cybercard Trading P/L inowanikwa muZimbabwe.

Contents [hwandisa]

1 Discography 1.

1 Singles

1.2 Albums

2 External links

§Discography[chinja]

§Singles[chinja]

"Tauyanaye" (Nemagumbezi) (2001)

"Tauyanaye (remix)" (2001)

"Hapana Chakaipa" (2001)

"Sarudzai" (2003)

"Beautiful eyes" (2004)

§Madambarefu[chinja]

Tauyanaye (2001)

Private Collection (2003)

Zvandiri (2004)

Classics Vol 1 (2010)

Art (2011)

§Mamwe malinks[chinja]

David's Blog

David's Facebook Fan Page

David on Twitter

David's Flicker Photostream

Reverbnation

Youtube Channel

Taunaye video

Studio 263

Tags:

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Kurume 28MutupoNaijeriyaVazuluNyimoTaiwanJMutemoDindingweAmbuyaFuranziVamanyikaNdira 27VasalamaHushavi2015IshwaMunyoriNhikaNyaudzosingwi H-KBangkokKugara NhakaPeji RekutangaChivabvu 12KunzwaBhoziniya ne HerizegovhinaShatoItopiyaTaabwaGwengaIndonezhaChamhembeGambiaNzwaraYuropuChifumuro, mushongaGudoKukadzi 28PfariDhumbeZongororoNdira 30MhembereroMiddle EastChivaraChapotera cheNhangande DzakadevanaChirimoCheneswaiKukadzi 11MupungaHupenyuVayorubhaWikipedhiyaRukwezaSamaita MutasaHweruVatongaUnguVavhendaMamboUshinthoFanzaJulius CaesarMukarukaZvechadengaChitofu (mugodhi)KuponiwaNyong'oPolandiNiueMhou ShiriHutsvukuManejaMuungaMhiri kweMakungwaHurungwe🡆 More