Chimurenga

Zvinhu zviri zvakazoitika mushure mehondo Chimurenga chechipiri (Nge.

Zimbabwe Struggle for Liberation; riot; Nde.Umvukela) zvinotaura hondo yakarwiwa nevanhu vatema veZimbabwe kuitira kuzvisunungura kubva kuhudzvanyiriri hwehutongi hwevarungu vakabva kuBritain.

Shoko rokuti chimurenga rinotodza rokuti kurengera rinoreva kurunzira kana kufurira boka revanhu kuita zvisiri pamurawo kana zvisingatenderwe nehutongi huripo panguva iyoyo. Saka chimurenga chaiva nzira yekurunzira vanhu vatema kuti vapandukire hurumende yaivepo yevachena, kuti vanhu vazviwanire kodzero dzavo uye kuzvitonga kwegutsaruzhinji.

Zvakakonzera hondo yeChimurenga chechipiri

Hondo yeChimurenga yakarwiwa nezvikonzero zvinosanganisira:

  • Kubvisa hutongi hweudzvanyiriri hwaisiyanisa vatema nevarungu, vatema vachibatwa huyanga munyika yemadzibaba avo.
  • Kusandura magoverwo evhu akangaasina kururama nokuti varungu vakange vagere kunechu rakanaka, vatema vakakandwa kunzvimbo dzemakomo nekune rukangarabwe.
  • Kushandura hutongi hwaisatendera vatema kuti vavhote musarudzo dzenyika dzoksarudza vamiri vematunhu.
  • Kuunza kuzvitonga munyika yemadzitateguru evanhu vatema.
  • Bongozozo (riot).

Mitauro yeBantu

  • VaBukusu vanoti khuureenga (to become unruly).
  • VaTiriki vanoti khurenga (shake, tremble, quiver, be afraid).


Commons:category:Chimurenga

Tags:

BritainChingeziHondoNdebeleVarunguZimbabwe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Shava NyakudirwaMabviMhondoroJames ChimombeKurume 3EChikunguru 12HugariMutowaKukumbana pabondeMbiseChikukoHurungweRuambamhenyuBoterekwaRukwezaRunhareMuravanegumiAfurikaKurega basaMhizhaItariChimiroMipanda yemazitaKubvumbi 23Gomarara (Chirwere)HotoMoyo NyajenaZuluChikakaRuambanganoKufemaCyprusHutanoShumbaGudoHangaiwaMirairo gumi yaMwariMutumbu sezitaScotlandMoyo DhehwaChirhashiyaChimurenga ChechipiriMhungaUnited States of AmericaKusvipa mateVanguniMhembweMuzukuruGumbo MadyirapazheKubayaSarapavanaMukwereraOSangoChisumbwaNhengoIndiaMhakureKutundaDuri neMutsiGMushambaZvita 15ChirunguChidawoGuviDzambarafutaMagombaChikumi 30Bhuruma🡆 More