Ostireriya

Ostireriya (kureva Australia) kana Awustireriya, kana sepachihofisi Upfumiunjee we Ostireriya ndiro ziwumbe uye nyika iri kwakadziva kuchamhembe kweEzhiya.

Nyika iyi yakatapwa nevarungu vanova ndivo vari kutonga Ostireriya pari zvino, venevenyika uye vatangakugaramo vanonzi Vaaborijini ne Vatoresi Stireti Ayilenda.

Ostireriya
Ostireriya

Gutaguru rayo iKanibhera.

Nyika iyi inozivikanwa nemutambo we cricket, mhuka inonzi kangaroo uye ndiyo imwe yematunhu anowanikwa garwe.

Pakayambuka mhuri dzevanhu veZimbabwe dzichienda Pasirose, Ostireriya ndiyo yedzimwe nyika dzaienda vanhu vemuZimbabwe. Kune chifungidziro chokuti vanhu veZimbabwe vanodarika zviruru makumi maviri (20,000) vanogara kuOstireriya.

Ostireriya yakagachirawo vapoteri vaitiza hondo yeku Sudhani vazhinji vavo vanhu vatema.

Tags:

ChamhembeEzhiyaNyikaVarunguZiwumbe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Ndira 2GavaMiddle EastMuchecheniRunhareMauritiusRativhiyaZvita 23ArgentinaLisbonChibayoDabaChiSpanishMbutuChikunguru 6ChiranduKukadzi 9MubhununuVarunguSloveniaRwiziNhonhoJorodhaniChubhu dzinotakura ropaGavakavaChipariMapatyaKukumbanaHoveBheniniShwashwaNhereraPepanhauBadzaChijerumaniVamanyikaShaviMinskOstireriyaMadunhurirwaDuramahwiChin'aiKosovoVusvwisiMwedzi yeGoreHofisiChamhembeVahungweMesopotamiaGomoTsindiSinyoroMabweVambireNyamavhuvhu 1ChiratiniZvita 31MushambaKuwokeraRunyankoreChiazeriMawuto Anorinda NyikaChivanhuHutsvukuGabhoniHuguguTsuroJerumaniUzoroastiGunyana 2MufenjeVaTavaraBonga ChihwaMbisePfumo🡆 More