Ruambanzanga

Ruambanzanga (Chirungu: sociology) kana Unenanzanga mashoko ari kushandiswa pachinyorwa chino kuturikira chinonzi sociology.

Ruambanzanga chidzidzo chinobata zvinosanganisira: mugariro wenzanga; kuvamba kunoita nzanga; kukura kwadzo; kurongeka kwadzo uye masangano ari madziri. Chidzidzo ichi chinoshandisa nzira dzakatsaukana dzekuwana umbowo nenzira dzekuwongorora kuti pabatanidzwe denhe reruzivo pamusoro pezvinhu zvinoti: kugadzikika kwenzanga; kusagadzikika kwenzanga uye shanduko dzinoitika munzanga.

Ana chiambanzanga vazhinji vanoita tsvakurudzo dzinokwanisa kushandiswa kuumba mirawu nerugurupiro munzanga. Vamwewo ndivo vanonangana nekunatsurudza kunzwisisa dzidziso dziri pamusoro petsandura dzenzanga. Madingindira anocherechedzwa anosanganisira nhau dzinobata vanzanga nokudyidzana kwavo uye nhau huru dzinobata madandira enzanga nemapazi adzo.

Kupiwa kweZita

Mitauro eBantu

  • VaChewa vanoti muyambo (traditional stories and teachings, customs of a people).
  • VaVenda vanoti luambo (n. language) kureva mutauro. Mamwe mazwi: amba (v. talk).

Tags:

ChirunguNzangaUnenanzanga

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

BhahariChindauUnited States of AmericaKuwaitNaijeriyaTsvimboGwarazimaNdira 9HwaroChiSpanishNhutaJGumiguru 2Masedhoniya MaodzanyembaMunhunguruHudzvanyiririIrakiGabhoniRativhiyaNdira 19MaenzaKutanda botsoTarachisiFIFA World CupIndiaMaperembudziMinskChoyaHurungweChiNdevereMubvandiripoHute (ruvara)Chiremba2020MamotaLuxembourg CityChibageChipari2021LisbonMushambaChihindiFuranziHanaChitendero chechiKristuUkonfuzhiKukadzi 23MhizhaTsokoNyimoHwembwa (bonde)MabvazuvaChiShonaChijerumaniNdira 12ShondoNhoroMirairo gumi yaMwariVaakaniTanzaniaDarejenaChikumi 5PureshaHariOmaniGwirikwitiShumba -MhaziBumbiro (zvakakoshesa)2013MupurwaKukumbana pabondeMatinjiSingaporeNjivaDoro🡆 More