Ostiriya

Ostiriya (kureva Austria; Chijerumani: Österreich sokuti Us'tyeria paChishona) kana Awustiriya, uye pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Awustiriya, inyika yakakomberedzwa inowanikwa chikamu chekuchamhembe kwe Yuropu Yepakati, yakagadzikwa kuMaharupusi (kureva Alps).

Republic of AustriaRepublik Österreich
Mureza wePoland Ostiriya
Rwiyo: Land der Berge, Land am Strome, "Land of Mountains, Land by the River"
Ostiriya

Ifedherari ye mavuso mapfumbabwe, imwe yayo iri gutaguru Vhiyena (kureva Vienna), gutaguru uye muvuso ne huwandu hwe vanhu. Nyika iyi yakaganhurwa ne Jerumani kumaodzanyembaemadokero, uye Rudhende rwe Cheki kumaodzanyemba, Sirovhakya kumaodzanyembaemabvazuva, Hangariya kumabvazuva, Sirovheniya uye Itari kuchamhembe, ne Vusvwisi uye Rishenistayini kumadokero. Inotora ruwa rinosvika of 83,879 km2 (32,386 sk mi) uye ine huwandu hwe vanhu unosvika 9 miriyoni.

Guta guru racho iVhiyena.


Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi

Tags:

ChiShonaChijerumaniItariJerumaniRishenistayiniVusvwisi

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Makumi manaChanzaBere, MhukaMuvhimiMatangiraKutanyaHovePimamuganhuMhindoPfumoChichewaBing CrosbyDziva Sambiri GandaEuropeShumba -MhaziShava NyakudirwaTsanga (Dzinde)MukonikoniGermanyGasiJoe van PraaghNafaanraPahuroMufananidzoGavakavaPfumbamweDhamu reKaribaMombeManeraKukatazaChijerumaniGonyetiWikipedia shanduro dzemitauroKuzvimba (muviri)MhetaMakuwe (emvura)UtaRunakoMotsiZvechadengaMbudzi 28KuzvaraVufiniHambukoUta neMuseveKazakhistaniEdgar TekereMadingoMuzukuruMadzindeVladimir PutinMutupoMweroVusvwisiGunyana 8BeitbridgeNtala sezitaColombiaSekuruCharakaKutuzuraChizuluChidawoZvita 25Chivabvu 17ManikidzoChando🡆 More