D

Ibhii rechina mubumbiro re mabhi eChiratini.

Tarisai futi peji ra Dh

D
Mabhi eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz
Mabhi eChivanhu
emuraya ra /D/
Dh Dhw Dhl Dhlw Dhy
Dv Dw
Dz Dzv Dzvw Dzw
Dy Dyw

D (kana "d") ibhii rinowanikwa mumabhi eChiratini ne Chikriri uyo rinoshandiswa wo mukunyora Chishona chanhasi, asi muChishona rinodanwa zvakasiyana nemuChirungu, nekuti ibhii riri impulosivhi uye rinonzwika senge riri kudzvanywa futi. Bhii rekuti D rakabva kuChigiriki.

Mashandisirwo aD

  • Mumhanzi D inoti.
  • Kune hambautare D mhando yemotokari kubva kuJemeni .
  • Pakati penumeri dze Chiroma D ndi500
  • Muzvikoro zvemunyika dzakasiyana-siyana D inoshandiswa kumakisa mabasa evadzidzi.
  • Mumiyedzo yepasi rose yakamisikidzwa "d" chiratidzo cheanofa (zuva)

Mazwi eChishona ane-D

D ane hook ndiye D weChishona, ari implosive. Uyezve D anonzwika senge ariku dzvanywa kuvamwe.

Mabhi eChishona

tarisai futi Chishona, uye Bumbiro reMabhi eChishona

Tags:

BhiiChiratiniDh

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

NhoroKurume 17RinopasiTestamende ItsvaGunyana 202021Maodzanyemba kwakadziva kuMabvazuvaMbambairaShatoGavaMombeHoveMucheroShomweWikipedia shanduro dzemitauroNyenyedziHariGondoMhembweHungweSpeiniVakarangaMadzindeNjeeChiredziUnited States of AmericaShava NyakudirwaChivanhuNdira 4EzhiyaZvipfekoUnhuZuvaMabasa aVapostoriBonyoraMusikanaGunyana 10MeningitisUgondamanoNaijeriyaChitusoNhareyamadoKukadzi 16ShumbaDuri neMutsiMabvazuva kweChamhembeZundeDuramahwiHondowe (nyeredzi)Chifumuro, mushongaMwedzi yeGoreChinyoka sezitaBota2024MachendePfumbuChijapaniKanadhaMuvhuroRwiziChivabvu 21Shava MuseyamwaChidemboDuramazwiMuzukuruKikambaHoshaAlexandriaDandiraUngwaruChengo2010VaarabhuGwengaRuseroChivakashure🡆 More