Saipurasi

Saipurasi kana Shipurasi (kureva Cyprus, Chigiriki: Κύπρος, Chituruki: Kıbrıs) pachihofisi inonzi Rudhende rwe Saipurasi, chitsuwa chiriku mabvirazuva eBhahari re Medhiteraniya kuchamhembe kwe Mugimbakirwa ye Anatoria.

Republic of CyprusΚυπριακή Δημοκρατία (muChigiriki)Kıbrıs Cumhuriyeti (muChituruki)
Saipurasi
Rwiyo: Hymn to Liberty
Saipurasi

Sekutodza ziwumbe, inowanzo iswa kuEzhiya ye Madokero asi patsika ne hutonganyika inewukama ne Yuropu ye chamhembechemabazuva. Inyika iri pachinzvimbo chitatu pakukura, uye chitatu pahuwandu hwe vanhu pazvitsuwa zve Medhiteraniya, uye kuchamhembe cheTuruki kumabvazuva e Vugiriki, ne madokero e Siriya.

Gutaguru rayo iNikosia.

Nyika iyi ine miganhu neVugiriki, Turuki, Siriya, Rebhanoni, Ijipita ne Isiraeri.

Mashoko

  • mugimbakirwa - ririkubva pa chinyarwanda chinoti umgimbakirwa kureva "peninsula"




Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi

Tags:

Bhahari re MedhiteraniyaChigirikiChiturukiTurukiVugiriki

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

ChiberekoUsezaHushangazhiUnyeZvinobatanidza MashokoZimbabwePanamaChiitariChamhembeChikumi 19NzunguKubvumbi 30MhembweUtaoGumiguru 28HofisiVufiniAnthakitikaMupurwaTuruki2014Amerika MaodzanyembaJeyeNdira 4Munjelele sezitaGavakavaEdinburghChatemabanzeIsaac NewtonSamaita MutasaShava MwendamberiIsiraeriBurger KingMoyoTsindiZiwumbeNgunduMuriwoDhorofiyaVazuluMukadziRumandaChipataraIjipitaChirimoSingaporeMharaPfumoShondoRuvengoKutema NyoraChiNdevereNzou - SamanyangaHangaiwaNyamavhuvhu 15VahungweRwizi ParagwaiKarendaTema (ruvara)FuranziChizuluMuhachaMwedzi yeGoreBhariChikuvamagwaroMbudzi2024CarbohydratesFayera re kombiyutaMhizhaChitendero chechiKristuKukumbana pabondeDzemuzongozaGavaPutugaroNdira 19🡆 More