Zambia

Zambia inyika yakakomberedzwa iri kumaodzanyemba kwe Zimbabwe uye iri muAfurika.

Republic of Zambia
Zambia Zambia
National motto: One Zambia, One Nation
Zambia

Nyika iyi ine muganhu ne Mazambuko, Zimbabwe, Angola, Malawi ne Namibhiya. Gutaguru reZambia rinonzi Lusaka. Zambia ine miganhu nenyika dzinoti Zimbabwe, Malawi ne Mazambuko. Mutungamiri wenyika iyi ndiva Edgar Lungu. Nyika iyi ine vanhu vanosvika mazana anosvika zviuru zvishanu. munyika umu munotaurwa mitauro inosanganisira Chinyanja/Chichewa, Chitonga, Chikalanga, Chibhemba, Chikaonde ne Chivhale (Luvale).

Mureza weZambia une mufananidzo weshiri inonzi hungwe.

Politics ne administration

Administrative divisions

    Provinces
  1. Central
  2. Copperbelt
  3. Eastern
  4. Luapula
  5. Lusaka
  6. Muchinga
  7. North-Western
  8. Northern
  9. Southern
  10. Western



Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Tags:

AfurikaAngolaChikalangaLusakaMalawiMaodzanyembaMazambukoNamibhiyaNyika yakakomberedzwa nedzimweZimbabwe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Kurera MwanaTsaonaLisebergBaskin-RobbinsGumbo MadyirapazheGavakavaPolandMachendeNgongoniZanamweRanjisiKubvisa nhumbuRukwezaNdimuHakaHotoIndonesiaMucheroRhoziKutema NyoraChikakaShondoGondoHutanoMehikoTsokoMharaChirunguShumba GwaraMakawoBhizimusiTafuraQatarMutiNhunziBhaibheriPutugaroMuungaDhorofiyaYemeniMimhanziShumba -MhaziMakotorePasiIshwaBhukuChitakaVladimir PutinMipanda yemazitaChikoroShava MvuramaviShava NyakudirwaKurume 3Muti (mushonga)MukonikoniMugwagwaMuringoHurungweSudhaniHangaMazita eChishonaHanzvadziChigirikiMupurwaChiranduTongai MoyoMudenge sezitaKukumbana pabondeMusatanyokoPragueRaosiDzitsi (Mazwi)Nhuta🡆 More