Rhashiya

Rhashiya (Chirhashiya: Россия, Rossiya) kana Rufedherari rwe Rhashiya, iziwumbemhiri renyika inotora Mabvirazuva e Yuropu ne Maodzanyemba e Ezhiya.

Rufedherari rwe Rhashiya
Chirhashiya: Россия, Rossiya
Rhashiya Rhashiya
Rhashiya

Ndiyo nyika ikurusa pasirose ne unda hwunofukidza 17,098,246 skweya makiromita (6,601,670 sk mi), uye inotora kamotsi-ka-sere (1/8th) hwe nzvimboguru (landmass) yepanogarika pe Rinopasi. Rhashiya inotandavara kukirosa mazoni enguva echiguminerimwe uye inoganhurana ne nyika guminena ne ivhu (wakawanda pasirose, pamwe ne Chayina). Rhashiya ino gova miganhu yakafaruka ne dzimwe nyika mbiri, uye iri pachinzvimbo che chipfumbambwe chenyika dzine huwandu hukurusa hwe vanhu pasirose uye muYuropu, nehuwandu hwe vanhu unosvika 146 miriyoni. Gutaguru rayo uye guta rikurukuru iMoskowu, ndiro rikurukuru muYuropu yose. Musande Petrobhegi (Saint Petersburg) iri pachipakati chetsika ye Rhashiya uye guraguru rechipiri. Mamwe maunda ari ebheni makuru anosanganisa Novhosibhirisuki (Novosibirsk), Yekaterinibhegi (Yekaterinburg), Nizhini Novhugorodhi (Nizhny Novgorod) ne Kazani.

Tags:

ChayinaChirhashiyaMoscowRinopasiUndaYuropu

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Kubvumbi 19Chikumi 11ChenaDanhautandeChiputukeziSusoGabhoniKubvumbi 22Chibatiro (mudziyo)Katsuki BakugoEriteriyaMudzimuShumba -MhaziChikunguru 6PepanhauNdira 9Zvita 1ChoyaMbudzi 19Gunyana 19PolandMapfundeHofisiMaldivesGunyana 9DuramahwiKerekeTsvimboShiriZvidhinhaVanambyaDzungu2013VukireniPureshaPfumoMuvhuroChikunguru 16JerumaniChitendero chechiKristuBhuritaniKurume 12Vandebele (vekuChamhembe)ChinamatoNyimoChikumi 19ZvomboZvombo zveShomweNhutaHushangazhiMunhunguruEsperantoGavakavaLisbonTsindiNhabvuFloridaNjuzuChiringarongoMuti (mushonga)ANaijeriyaMoscowMhataMwaka muZimbabweMupungaNdira 2GorosiKuwaitMushambaNharaundaUjudhaBumbiro (zvakakoshesa)🡆 More