Namibhiya

Namibhiya (kureva Namibia) kana Namibhia, pachihofisi inonzi Rudhende rwe Namibhiya inyika iri kuchamhembe kwakadziva kumadokero kweAfurika inoita muganhu neGungwa re Atlandiki kumadokero kwayo.

Rudhende rwe Namibhiya
Namibhiya Namibhiya
National motto: Unity - Liberty - Justice
Namibhiya

Nyika dzinoganhurana neNamibhiya dzinoti: Angola neZambia kumaodzanyemba, Vutswana kumabvazuva neAfurika Chamhembe kuchamhembe nekumabvazuva. Pakati peZimbabwe neNamibia pane nhambwe yemamita 200 iyi nzvimbo iri murwizi. Namibhiya yakawana rusununguko kubva kuhutongi hweAfurika Chamhembe musi wa 21 March 1990 izvi zvichitevera Hondo yerusununguko yeNamibia. Guta guru renyika iyi rinonzi Windhoek.Rimwe guta riri kumahombekombe eGungwa re Atlandiki rinonzi Walvis Bay.

Vanhu vekuNamibhiya vanonzi Vanambhiya uye munhu mumwechete anonzi Munambhiya/Munambhia.

Mitauro ye Namibhiya

Mitauro inotaurwa muNamibhiya inosanganisira Chiherero, Chiovambo (Oshiwambo), Chibhunu, Chindonga (Oshindonga).

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Tags:

AfurikaAfurika ChamhembeAngolaChamhembe kwakadziva kumadokeroGungwa re AtlandikiMaodzanyembaNamibiaRusunungukoRwiziVutswanaWalvis BayWindhoekZambiaZimbabwe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

DzihwamupengoManikidzoHute (ruvara)ChiranduMakuwe (emvura)NzwaraLeopold TakawiraHariMexicoLondonUnited States of AmericaMukwereraSimudzoMoscowChinyaDendera (rekumonereka)KurovaChaminukaNyundoRibhiyaMakombe sezitaTateguruNyong'oVufiniChimbwamupengoMurooraAnthakitikaChicagoChirimoMutambaDanhautandeJechaNhundurwaChikoroKutonongoraMhetaNigerTsiruChidhongiVaRembaChichewaJoe van PraaghGunyana 8Shumba - MurambwiSangoShava MwendamberiChapfungaMatabelelandBaskin-RobbinsGoreChixhosaNyarufuruPahuroKumemaCubaNigel ChanakiraUvaranomwePfumbamweChifurenjiIsaac NewtonChoyaNharaundaNgano🡆 More