Bhurukina Faso (kureva Burkina Faso) kana Bhekina Faso inyika yakakomberedzwa nedzimwe iri kumadokero kwe Afurika ine nharaunda iri murumana rweskweya yekiromita 274,200.
| ||
| ||
National motto: Unité, Progrès, Justice | ||
Bhurukina Faso yakakomberedzwa nenyika nhanhatu dzinoti: Maari kumaodzanyemba; Nayizhe kumabvazuva; Bhenini kukumabvazuva kwechamhembe; Togo ne Ghana kuchamhembe; uye Kote Dhi-Vhwa kumadokero kwechamhembe. Gutaguru reBhurukina Faso rinonzi Ouagadougou. Mugore ra 2010, nyika iyi yakanga ine hugari hwevanhu huri pasi pemamirioni 15.75.
Vanhu vekuBhurukina Faso vanonzi Burkinabe pakutaurwa nezvavo, saka muChishona vanonzi Vabhurukina uye munhu mumwechete anonzi Mubhurukina.
Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi | Mavuso anozivikanwa zvishoma | ||||
(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero | Zvisi ne Materitori ekunze |
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Bhurukina Faso, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.